Qari
Murottal Audio
اِذَا زُلْزِلَتِ الْاَرْضُ زِلْزَالَهَاۙ
iżā zulzilatil-arḍu zilzālahā.
Uye Vanhu veBhuku havana kuparadzana kusvikira humbowo hwakajeka hwauya kwavari.
وَاَخْرَجَتِ الْاَرْضُ اَثْقَالَهَاۙ
wa akhrajatil-arḍu aṡqālahā.
Zvemene, vanorairwa basi kuti vanamate Allah nge kumuzwira nge mwoyo wese nge ndaa ye (kuita) chitendero chega, ne kuitawo minamato ne kubhadhara zakat, ne chitendero chakarurama (chemene).
وَقَالَ الْاِنْسَانُ مَا لَهَاۚ
wa qālal-insānu mā lahā.
Igwinyiso, avo vasingatendi kubva pakati peVanhu veBhuku nevazhinji (vachapinda) muGehena; vanozogaramo mhetsa nariini. Vakashata kudai ngezvisikwa.
يَوْمَىِٕذٍ تُحَدِّثُ اَخْبَارَهَاۙ
yauma'iżin tuḥaddiṡu akhbārahā.
Igwinyiso, avo vanotenda nekuita zviro zvakanaka ndivo vakasikwa zvakanakisisa.
بِاَنَّ رَبَّكَ اَوْحٰى لَهَاۗ
bi'anna rabbaka auḥā lahā.
Mubairo wavo kuna Mambo wavo ndiwo paradhiso ye 'Adn pashi payo nzizi dzinoerera; vanozogaramo mhetsa nariini. Allah anofadzwa navo uye vanofadzwa naye. Ndiwo (mubairo) kune avo vanotya Mambo wavo.
يَوْمَىِٕذٍ يَّصْدُرُ النَّاسُ اَشْتَاتًا ەۙ لِّيُرَوْا اَعْمَالَهُمْۗ
yauma'iżiy yaṣdurun-nāsu asytātā(n), liyurau a‘mālahum.
Panozungunuswa nyika nekudengenyeka kunotyisa, .
فَمَنْ يَّعْمَلْ مِثْقَالَ ذَرَّةٍ خَيْرًا يَّرَهٗۚ
famay ya‘mal miṡqāla żarratin khairay yarah(ū).
uye nyika yakarasa kunze mitoro inorema (iyo yaive nayo), .
وَمَنْ يَّعْمَلْ مِثْقَالَ ذَرَّةٍ شَرًّا يَّرَهٗ ࣖ
wa may ya‘mal miṡqāla żarratin syarray yarah(ū).
Uye vanhu vanobvunza kuti, "Chiinyi chakaitika kunyika ino?"