Revert to Islam, click here
Islam Al-Haq: Qur'an na Hadith
(Islam rechokwadi)

Q.S Se-Saff (اَلصَّفّ) - 14 Nhamba ye Ndima

(Mutsara)

Qari

Murottal Audio

1

سَبَّحَ لِلّٰهِ مَا فِى السَّمٰوٰتِ وَمَا فِى الْاَرْضِۚ وَهُوَ الْعَزِيْزُ الْحَكِيْمُ

sabbaḥa lillāhi mā fis-samāwāti wa mā fil-arḍ(i), wa huwal-‘azīzul-ḥakīm(u).

Igwinyiso, Allah anokurambidza kwega kuti uite shamwari dzako avo vanokurwisa mundaa dzechitendero nekukudzinga kubva mundau yako nekudetsera (vamweni) kukudzinga. Ani naani anovatora seshamwari, ndivo vanoita zvakaipa.


2

يٰٓاَيُّهَا الَّذِيْنَ اٰمَنُوْا لِمَ تَقُوْلُوْنَ مَا لَا تَفْعَلُوْنَ

yā ayyuhal-lażīna āmanū lima taqūlūna mā lā taf‘alūn(a).

O imwimwi munotenda! Panouya vakadzi vanotenda kuti vatame kwauri, unofanira kuedza (kutenda kwavo). Allah anoziya zviri nani ngezvekutenda kwavo; Kana uchiziya kuti vanotenda (chokwadi), saka usavapetudza kune vasingatendi (varume vavo). Hazvibvumirwi kune vasingatendi uye vasingatendi havabvumirwi kwavari. Uye vape (varume) vavo roora yavakapa. Uye hapana chivi kwauri kuvaroora kana ukavabhadhara roora. Uye musaramba makasungirirwa (muchadho) zvisungo ngevakadzi vasingatendi; uye kukumbira roora yawakadzosera; uye (kana varume vavo vakaramba vasingatendi) ngavakumbire roora yavakabhadhara (kune vaimbova vakadzi vavo vakatenda). Ndiwo mutemo wa Allah waakaisa pakati penyu. Uye Allah ndiye unoziya zveshe, wakangwara zveshe.


3

كَبُرَ مَقْتًا عِنْدَ اللّٰهِ اَنْ تَقُوْلُوْا مَا لَا تَفْعَلُوْنَ

kabura maqtan ‘indallāhi an taqūlū mā lā taf‘alūn(a).

Uye kana pane chiro (kupetudza roora) chausina kupedza kubva kuvakadzi vako vakatiza kune vasingatendi, zvino unokwanisa kuvakunda, wozopa (kubva pane zvakapambwa) kuvanhu vakadzi vavo vakatiza zvakawanda se roora yavakapa. Uye itya Allah uyo waunotenda.


4

اِنَّ اللّٰهَ يُحِبُّ الَّذِيْنَ يُقَاتِلُوْنَ فِيْ سَبِيْلِهٖ صَفًّا كَاَنَّهُمْ بُنْيَانٌ مَّرْصُوْصٌ

innallāha yuḥibbul-lażīna yuqātilūna fī sabīlihī ṣaffan ka'annahum bun-yānum marṣūṣ(un).

O Muporofita! Panouya vakadzi vanotenda kwauri kuti vatore bai'at (chivimbiso chekuvimbika), kuti avazosanganisi chiro na Allah; avazobi, avazoiti upombwe, avazourayi vana vavo, avazoiti nhema dzavanogadzira pakati pemaoko nemakumbo avo uye avazokurekereri mundaa yakanaka, saka gamuchira chigondiso chavo chekugondeka uye kukumbira Allah kurekererwa kwavari. Igwinyiso, Allah ndiye Muregereri, ane tsitsi dzakawanda.


5

وَاِذْ قَالَ مُوْسٰى لِقَوْمِهٖ يٰقَوْمِ لِمَ تُؤْذُوْنَنِيْ وَقَدْ تَّعْلَمُوْنَ اَنِّيْ رَسُوْلُ اللّٰهِ اِلَيْكُمْۗ فَلَمَّا زَاغُوْٓا اَزَاغَ اللّٰهُ قُلُوْبَهُمْۗ وَاللّٰهُ لَا يَهْدِى الْقَوْمَ الْفٰسِقِيْنَ

wa iż qāla mūsā liqaumihī yā qaumi lima tu'żūnanī wa qad ta‘lamūna annī rasūlullāhi ilaikum, falammā zāgū azāgallāhu qulūbahum, wallāhu lā yahdil-qaumal-fāsiqīn(a).

O imwimwi munotenda! Usaite kuti avo vanotsamwa ndi Allah vave vadetseri vako, zvemene, vakapererwa ngegonda ngeupenyu hwekupeisira kudai ngekupererwa ngegonda kwevasingatendi vari muguvawo.


6

وَاِذْ قَالَ عِيْسَى ابْنُ مَرْيَمَ يٰبَنِيْٓ اِسْرَاۤءِيْلَ اِنِّيْ رَسُوْلُ اللّٰهِ اِلَيْكُمْ مُّصَدِّقًا لِّمَا بَيْنَ يَدَيَّ مِنَ التَّوْرٰىةِ وَمُبَشِّرًاۢ بِرَسُوْلٍ يَّأْتِيْ مِنْۢ بَعْدِى اسْمُهٗٓ اَحْمَدُۗ فَلَمَّا جَاۤءَهُمْ بِالْبَيِّنٰتِ قَالُوْا هٰذَا سِحْرٌ مُّبِيْنٌ

wa iż qāla ‘īsabnu maryama yā banī isrā'īla innī rasūlullāhi ilaikum muṣaddiqal limā baina yadayya minat-taurāti wa mubasysyiram birasūliy ya'tī mim ba‘dismuhū aḥmad(u), falammā jā'ahum bil-bayyināti qālū hāżā siḥrum mubīn(un).

Zviri mudenga nezviri pashi zvinokudza Allah; uye ndiye ane simba rakanyanya, ane ungwaru hwakanyanya.


7

وَمَنْ اَظْلَمُ مِمَّنِ افْتَرٰى عَلَى اللّٰهِ الْكَذِبَ وَهُوَ يُدْعٰىٓ اِلَى الْاِسْلَامِۗ وَاللّٰهُ لَا يَهْدِى الْقَوْمَ الظّٰلِمِيْنَ

wa man aẓlamu mimmaniftarā ‘alallāhil-każiba wa huwa yud‘ā ilal-islām(i), wallāhu lā yahdil-qaumaẓ-ẓālimīn(a).

O imwimwi munotenda! Ngei uchibhuya chiro chausingaiti?


8

يُرِيْدُوْنَ لِيُطْفِـُٔوْا نُوْرَ اللّٰهِ بِاَفْوَاهِهِمْۗ وَاللّٰهُ مُتِمُّ نُوْرِهٖ وَلَوْ كَرِهَ الْكٰفِرُوْنَ

yurīdūna liyuṭfi'ū nūrallāhi bi'afwāhihim, wallāhu mutimmu nūrihī wa lau karihal-kāfirūn(a).

(Izvo) zvinovengwa zvikuru pamberi paAllah kana ukabhuya zvausingaiti.


9

هُوَ الَّذِيْٓ اَرْسَلَ رَسُوْلَهٗ بِالْهُدٰى وَدِيْنِ الْحَقِّ لِيُظْهِرَهٗ عَلَى الدِّيْنِ كُلِّهٖۙ وَلَوْ كَرِهَ الْمُشْرِكُوْنَ ࣖ

wa huwal-lażī arsala rasūlahū bil-hudā wa dīnil-ḥaqqi liyuẓhirahū ‘alad-dīni kullih(ī), wa lau karihal-musyrikūn(a).

Igwinyiso, Allah unoda avo vanorwa munjira yake mumitsara yakarongeka, vakaita inga chivako chakagwinya.


10

يٰٓاَيُّهَا الَّذِيْنَ اٰمَنُوْا هَلْ اَدُلُّكُمْ عَلٰى تِجَارَةٍ تُنْجِيْكُمْ مِّنْ عَذَابٍ اَلِيْمٍ

yā ayyuhal-lażīna āmanū hal adullukum ‘alā tijāratin tunjīkum min ‘ażābin alīm(in).

Uye (karakadza) apo Musa paakabhuya kune vanhu vake, "O vanhu vangu! Ngei munondirwadza, kunyazwi munoziya ngegwinyiso kuti inini ndiri mutumwa wa Allah ngegwinyiso kwamuri?" Hino pavakatsauka (kubve kugwinyiso), Allah wakatsauka mwoyo yavo. Uye Allah haatungamiriri vakaipa.


11

تُؤْمِنُوْنَ بِاللّٰهِ وَرَسُوْلِهٖ وَتُجَاهِدُوْنَ فِيْ سَبِيْلِ اللّٰهِ بِاَمْوَالِكُمْ وَاَنْفُسِكُمْۗ ذٰلِكُمْ خَيْرٌ لَّكُمْ اِنْ كُنْتُمْ تَعْلَمُوْنَۙ

tu'minūna billāhi wa rasūlihī wa tujāhidūna fī sabīlillāhi bi'amwālikum wa anfusikum, żālikum khairul lakum in kuntum ta‘lamūn(a).

Uye (karakadzai) apo Jesu, mwanakomana waMaria, wakati, "O Vana vaIsuraeri! Ngegwinyiso, inini ndiri mutumwa wa Allah kwamuri, ndichigwinyisa bhuku (rakadzaka) pamberi pangu, kureva Torah nekupa mashoko akanaka ngendaa yeMutumwa uchauya sure kwangu, uyo zina rake ndi Ahmad (Muhammad)." Asi Mutumwa paakauya kwavari nezvipupuriro zvakajeka, vakati, "Izvi ndizvo mashiripiti emene."


12

يَغْفِرْ لَكُمْ ذُنُوْبَكُمْ وَيُدْخِلْكُمْ جَنّٰتٍ تَجْرِيْ مِنْ تَحْتِهَا الْاَنْهٰرُ وَمَسٰكِنَ طَيِّبَةً فِيْ جَنّٰتِ عَدْنٍۗ ذٰلِكَ الْفَوْزُ الْعَظِيْمُۙ

yagfir lakum żunūbakum wa yudkhilkum jannātin tajrī min taḥtihal-anhāru wa masākina ṭayyibatan fī jannāti ‘adn(in), żālikal-fauzul-‘aẓīm(u).

Uye ndiani asizi kururama kudarika munthu unogadzira nhema pamusoro pa Allah kunyazi akakokwa ku (chitendero che) Islam? Uye Allah haatungamiriri vanoita zvakaipa.


13

وَاُخْرٰى تُحِبُّوْنَهَاۗ نَصْرٌ مِّنَ اللّٰهِ وَفَتْحٌ قَرِيْبٌۗ وَبَشِّرِ الْمُؤْمِنِيْنَ

wa ukhrā tuḥibbūnahā, naṣrum minallāhi wa fatḥun qarīb(un), wa basysyiril-mu'minīn(a).

Vaida kudzima chiedza (chitendero) cha Allah ngemiromo yavo (kubhuya), asi Allah wakaenderera mberi nekukwanisa chiedza chake kunyazwi vasingatendi vaizvivenga.


14

يٰٓاَيُّهَا الَّذِيْنَ اٰمَنُوْا كُوْنُوْٓا اَنْصَارَ اللّٰهِ كَمَا قَالَ عِيْسَى ابْنُ مَرْيَمَ لِلْحَوَارِيّٖنَ مَنْ اَنْصَارِيْٓ اِلَى اللّٰهِ ۗقَالَ الْحَوَارِيُّوْنَ نَحْنُ اَنْصَارُ اللّٰهِ فَاٰمَنَتْ طَّاۤىِٕفَةٌ مِّنْۢ بَنِيْٓ اِسْرَاۤءِيْلَ وَكَفَرَتْ طَّاۤىِٕفَةٌ ۚفَاَيَّدْنَا الَّذِيْنَ اٰمَنُوْا عَلٰى عَدُوِّهِمْ فَاَصْبَحُوْا ظٰهِرِيْنَ ࣖ

yā ayyuhal-lażīna āmanū kūnū anṣārallāhi kamā qāla ‘īsabnu maryama lil-ḥawāriyyīna man anṣārī ilallāh(i), qālal-ḥawāriyyūna naḥnu anṣārullāhi fa'āmanaṭ-ṭā'ifatum mim banī isrā'īla wa kafaraṭ-ṭā'ifah(tun), fa'ayyadnal-lażīna āmanū ‘alā ‘aduwwihim fa'aṣbaḥū ẓāhirīn(a).

Ndiye wakatuma Mutumwa wake nge nhungamiro ne chitendero chemene, kuti aikunde pamusoro pe zvitendero zveshe kunyazwi vapolytheist vaizvivenga.