Revert to Islam, click here
Islam Al-Haq: Qur'an na Hadith
(Islam rechokwadi)

Q.S Adh-Dhariyat (اَلذَّارِيَات) - 60 Nhamba ye Ndima

(Mhepo Inovhuvhuta .)

Qari

Murottal Audio

1

وَالذّٰرِيٰتِ ذَرْوًاۙ

waż-żāriyāti żarwā(n).

Uye teerera (kudaidzwa) pazuwa (apo) anodaidza (ngirosi) anodaidza kubva kundau iri pedyo.


2

فَالْحٰمِلٰتِ وِقْرًاۙ

fal-ḥāmilāti wiqrā(n).

(Kureva kuti) pazuwa (apo) vakazwa izwi rinotyisa zvemene. Ndiro zuwa rekubuda (kubve muguva).


3

فَالْجٰرِيٰتِ يُسْرًاۙ

fal-jāriyāti yusrā(n).

Igwinyiso, tinopa upenyu nekukonzera rufu uye kwatiri ndiko kupetuka (kwezvisikwa zveshe).


4

فَالْمُقَسِّمٰتِ اَمْرًاۙ

fal-muqassimāti amrā(n).

(Ndiko) zuwa iro nyika ichatsemuka, uye vachakurumidza kubuda. Ndiwo muungano uri nyore kwatiri. Tinoziya zvakanyanya zvavanobhuya, newe (O Muhammad) auzi kumanikidzwa kwavari. Saka nyevera neQur'an chero munhu anotya nyevero yangu.


5

اِنَّمَا تُوْعَدُوْنَ لَصَادِقٌۙ

innamā tū‘adūna laṣādiq(un).

Tinoziya zvakanyanya zvavanobhuya, newe (Muhammad) auzi simba rekumanikidza pavari. Saka nyevera kuburikidza neQur'an chero munhu anotya nyevero yangu.


6

وَّاِنَّ الدِّيْنَ لَوَاقِعٌۗ

wa innad-dīna lawāqi‘(un).

Ne (mhepo) inopedza guruva, .


7

وَالسَّمَاۤءِ ذَاتِ الْحُبُكِۙ

was-samā'i żātil-ḥubuk(i).

uye makore ane (mvura inonaya), .


8

اِنَّكُمْ لَفِيْ قَوْلٍ مُّخْتَلِفٍۙ

innakum lafī qaulim mukhtalif(in).

uye (ngarava) dzinofamba zviri nyore, .


9

يُّؤْفَكُ عَنْهُ مَنْ اُفِكَۗ

yu'faku ‘anhu man ufik(a).

uye (ngirozi) dzinoparadzanisa nyaya, .


10

قُتِلَ الْخَرَّاصُوْنَۙ

qutilal-kharrāṣūn(a).

zvirokwazvo, zvakavimbiswa kwauri zvinofanira kuva zvechokwadi, .


11

الَّذِيْنَ هُمْ فِيْ غَمْرَةٍ سَاهُوْنَۙ

allażīna hum fī gamratin sāhūn(a).

uye zvemene, (zuva re) kudzorera richauya zvemene.


12

يَسْـَٔلُوْنَ اَيَّانَ يَوْمُ الدِّيْنِۗ

yas'alūna ayyāna yaumud-dīn(i).

Nedenga rine nzira, .


13

يَوْمَ هُمْ عَلَى النَّارِ يُفْتَنُوْنَ

yauma hum ‘alan-nāri yuftanūn(a).

Zvomene, muno mafungiro akasiyana-siyana, .


14

ذُوْقُوْا فِتْنَتَكُمْۗ هٰذَا الَّذِيْ كُنْتُمْ بِهٖ تَسْتَعْجِلُوْنَ

Żūqū fitnatakum, hāżal-lażī kuntum bihī tasta‘jilūn(a).

akatendeuka kubva kwaari (Qur'an uye Mutumwa) avo vakatendeuka.


15

اِنَّ الْمُتَّقِيْنَ فِيْ جَنّٰتٍ وَّعُيُوْنٍۙ

innal-muttaqīna fī jannātiw wa ‘uyūn(in).

Vakatukwa vanotaura manyepo akawanda, .


16

اٰخِذِيْنَ مَآ اٰتٰىهُمْ رَبُّهُمْ ۗ اِنَّهُمْ كَانُوْا قَبْلَ ذٰلِكَ مُحْسِنِيْنَۗ

Ākhiżīna mā ātāhum rabbuhum, innahum kānū qabla żālika muḥsinīn(a).

(ndiko kuti) avo vakanyudzwa mukusaziva uye kuregeredza, .


17

كَانُوْا قَلِيْلًا مِّنَ الَّيْلِ مَا يَهْجَعُوْنَ

kānū qalīlam minal-laili mā yahja‘ūn(a).

vakabvunza kuti, "Zuva rokutongwa riri rini?"


18

وَبِالْاَسْحَارِ هُمْ يَسْتَغْفِرُوْنَ

wa bil-asḥāri hum yastagfirūn(a).

(Zuwa rekutsiva ndiro) zuwa (apo) vanozorangwa mumoto wegehena.


19

وَفِيْٓ اَمْوَالِهِمْ حَقٌّ لِّلسَّاۤىِٕلِ وَالْمَحْرُوْمِ

wa fī amwālihim ḥaqqul lis-sā'ili wal-maḥrūm(i).

(Zvakabhuyiwa kwavari), "Ravirai chirango chenyu. Ichi ndicho chirango chamakambokumbira kuti mukurumidze."


20

وَفِى الْاَرْضِ اٰيٰتٌ لِّلْمُوْقِنِيْنَۙ

wa fil-arḍi āyātul lil-mūqinīn(a).

Igwinyiso, avo vanodira Mwari vari muminda (paradhiso) nezvitubu zvemvura, .


21

وَفِيْٓ اَنْفُسِكُمْ ۗ اَفَلَا تُبْصِرُوْنَ

wa fī anfusikum, afalā tubṣirūn(a).

vakatora zvavakapiwa naMwari. Igwinyiso, zvisati zvaitika (munyika) vainge vari vanhu vaiita zvakanaka;


22

وَفِى السَّمَاۤءِ رِزْقُكُمْ وَمَا تُوْعَدُوْنَ

wa fis-samā'i rizqukum wa mā tū‘adūn(a).

vanorara zvishoma zvikuru usiku;


23

فَوَرَبِّ السَّمَاۤءِ وَالْاَرْضِ اِنَّهٗ لَحَقٌّ مِّثْلَ مَآ اَنَّكُمْ تَنْطِقُوْنَ ࣖ

fa wa rabbis-samā'i wal-arḍi innahū laḥaqqum miṡla mā annakum tanṭiqūn(a).

uye pakupera kweusiku vakakumbira kuregererwa (kwa Allah).


24

هَلْ اَتٰىكَ حَدِيْثُ ضَيْفِ اِبْرٰهِيْمَ الْمُكْرَمِيْنَۘ

hal atāka ḥadīṡu ḍaifi ibrāhīmal-mukramīn(a).

Uye muzviro zvavo mune kodzero dzevarombo vanokumbira nevarombo vasingakumbire.


25

اِذْ دَخَلُوْا عَلَيْهِ فَقَالُوْا سَلٰمًا ۗقَالَ سَلٰمٌۚ قَوْمٌ مُّنْكَرُوْنَ

iż dakhalū ‘alaihi fa qālū salāmā(n), qāla salām(un), qaumum munkarūn(a).

Uye panyika pane zviratidzo (zveukuru hwa Allah) kune avo vanotenda, .


26

فَرَاغَ اِلٰٓى اَهْلِهٖ فَجَاۤءَ بِعِجْلٍ سَمِيْنٍۙ

farāga ilā ahlihī fa jā'a bi‘ijlin samīn(in).

uye (uyewo) kwauri pachako. Saka iwewe auzi kuite hanya ere?


27

فَقَرَّبَهٗٓ اِلَيْهِمْۚ قَالَ اَلَا تَأْكُلُوْنَ

fa qarrabahū ilaihim, qāla alā ta'kulūn(a).

Uye mudenga mune (zvikonzero zve) zvekudya zvako nezvaunogondisa.


28

فَاَوْجَسَ مِنْهُمْ خِيْفَةً ۗقَالُوْا لَا تَخَفْۗ وَبَشَّرُوْهُ بِغُلٰمٍ عَلِيْمٍ

fa aujasa minhum khīfah(tan), qālū lā takhaf, wa basysyarūhu bigulāmin ‘alīm(in).

Hino ndi Mambo we denga ne pashi, nge gwinyiso, zvakagondisa zvinozoitika zvemene kudai nge zvemunobhuya.


29

فَاَقْبَلَتِ امْرَاَتُهٗ فِيْ صَرَّةٍ فَصَكَّتْ وَجْهَهَا وَقَالَتْ عَجُوْزٌ عَقِيْمٌ

fa aqbalatimra'atuhū fī ṣarratin fa ṣakkat wajhahā wa qālat ‘ajūzun ‘aqīm(un).

Nyaya yakaguma kwauri (Muhammad) yevaenzi vaIbrahim (ngirozi) vakakudzwa ere?


30

قَالُوْا كَذٰلِكِۙ قَالَ رَبُّكِ ۗاِنَّهٗ هُوَ الْحَكِيْمُ الْعَلِيْمُ ۔

qālū każālik(i), qāla rabbuk(i), innahū huwal-ḥakīmul-‘alīm(u).

(Karakadza) pavakapinda pandau yake vakati, "Salaman" (kukwazisa), Ibrahim wakapingura, "Salamun" (kukwazisa). (Vainge vari) vanhu vaasingazive.


31

۞ قَالَ فَمَا خَطْبُكُمْ اَيُّهَا الْمُرْسَلُوْنَۚ

qāla famā khaṭbukum ayyuhal-mursalūn(a).

Hino iye (Ibrahim) wakaenda muchivande kuti aende kunosangana nemhuri yake, akazomuunzira nyama yemhuru yakafuta (yakapiswa), .


32

قَالُوْآ اِنَّآ اُرْسِلْنَآ اِلٰى قَوْمٍ مُّجْرِمِيْنَۙ

qālū innā ursilnā ilā qaumim mujrimīn(a).

ndokuzovashumira (asi vakanga vasingadi kudya). Ibrahim akati, “Sei usingadye.”


33

لِنُرْسِلَ عَلَيْهِمْ حِجَارَةً مِّنْ طِيْنٍۙ

linursila ‘alaihim ḥijāratam min ṭīn(in).

Saka iye (Ibrahim) akazwa kutya kwavari. Vakati, "Musathya," vakamupa mashoko akanaka e (kubarwa kwa) mwana anodira Mwari (Isaka).


34

مُّسَوَّمَةً عِنْدَ رَبِّكَ لِلْمُسْرِفِيْنَ

musawwamatan ‘inda rabbika lil-musrifīn(a).

Pasurepo mukadzi wake wakauya eidanidzira (akashamisika) akarova chiso chake akati, "(Ndiri) muchembere asikabereki."


35

فَاَخْرَجْنَا مَنْ كَانَ فِيْهَا مِنَ الْمُؤْمِنِيْنَۚ

fa akhrajnā man kāna fīhā minal-mu'minīn(a).

Vakati, "Ndizvo zvinoronza Mambo wenyu. Ngegwinyiso, ndiye wakangwara zveshe, unoziya zveshe."


36

فَمَا وَجَدْنَا فِيْهَا غَيْرَ بَيْتٍ مِّنَ الْمُسْلِمِيْنَۚ

famā wajadnā fīhā gaira baitim minal-muslimīn(a).

Iye (Ibrahim) wakati, "Chiinyi chiro chenyu chakakosha, imwimwi nhumwa?"


37

وَتَرَكْنَا فِيْهَآ اٰيَةً لِّلَّذِيْنَ يَخَافُوْنَ الْعَذَابَ الْاَلِيْمَۗ

wa taraknā fīhā āyatal lil-lażīna yakhāfūnal-‘ażābal-alīm(a).

Vakapingura vechiti, "Ngegwinyiso, isu takatumwa kuvanhu vane zvishaishi (vanhu vaRuti).


38

وَفِيْ مُوْسٰىٓ اِذْ اَرْسَلْنٰهُ اِلٰى فِرْعَوْنَ بِسُلْطٰنٍ مُّبِيْنٍ

wa fī mūsā iż arsalnāhu ilā fir‘auna bisulṭānim mubīn(in).

kuti Tivarove nematombo enyika (yakaoma), .


39

فَتَوَلّٰى بِرُكْنِهٖ وَقَالَ سٰحِرٌ اَوْ مَجْنُوْنٌ

fa tawallā biruknihī wa qāla sāḥirun au majnūn(un).

yakanyorwa kubva kuna Mambo wako kuti (uparadze) avo vanodarika muganhu."


40

فَاَخَذْنٰهُ وَجُنُوْدَهٗ فَنَبَذْنٰهُمْ فِى الْيَمِّ وَهُوَ مُلِيْمٌۗ

fa akhażnāhu wa junūdahū fanabażnāhum fil-yammi wa huwa mulīm(un).

Pasurepo takabudisa avo vakatenda vainge vari mweiri (nyika yevanhu vaRuti).


41

وَفِيْ عَادٍ اِذْ اَرْسَلْنَا عَلَيْهِمُ الرِّيْحَ الْعَقِيْمَۚ

wa fī ‘ādin iż arsalnā ‘alaihimur-rīḥal-‘aqīm(a).

Hino atizi kuwana mweiri (nyika), asi mhatso yevaMuslim (Rut).


42

مَا تَذَرُ مِنْ شَيْءٍ اَتَتْ عَلَيْهِ اِلَّا جَعَلَتْهُ كَالرَّمِيْمِۗ

mā tażaru min syai'in atat ‘alaihi illā ja‘alathu kar-ramīm(i).

Uye takasiya mweiri (nyika iyoyo) chiratidzo kune avo vanotya chirango chinorwadza.


43

وَفِيْ ثَمُوْدَ اِذْ قِيْلَ لَهُمْ تَمَتَّعُوْا حَتّٰى حِيْنٍ

wa fī ṡamūda iż qīla lahum tamatta‘ū ḥattā ḥīn(in).

Uye muna Moses (pakanga pane zviratidzo zvesimba ra Allah) patakamutuma kuna Faro ngezvishamiso zvemene.


44

فَعَتَوْا عَنْ اَمْرِ رَبِّهِمْ فَاَخَذَتْهُمُ الصّٰعِقَةُ وَهُمْ يَنْظُرُوْنَ

fa‘atau ‘an amri rabbihim fa akhażathumuṣ-ṣā‘iqatu wa hum yanẓurūn(a).

Asi iye (Farao) nemauto ake vakatendeuka vakati, "Iye muroyi kana mupengo."


45

فَمَا اسْتَطَاعُوْا مِنْ قِيَامٍ وَّمَا كَانُوْا مُنْتَصِرِيْنَۙ

famastaṭā‘ū min qiyāmiw wa mā kānū muntaṣirīn(a).

Hino takamutambudza nehondo yake, tozovakanda mugungwa, vari muchimiro chakanyadziswa.


46

وَقَوْمَ نُوْحٍ مِّنْ قَبْلُ ۗ اِنَّهُمْ كَانُوْا قَوْمًا فٰسِقِيْنَ ࣖ

wa qauma nūḥim min qabl(u), innahum kānū qauman fāsiqīn(a).

Uye (zve) mu (nyaya yevanhu ve) 'Adhi, patakatuma pamusoro pavo mhepo inoparadza, .


47

وَالسَّمَاۤءَ بَنَيْنٰهَا بِاَيْىدٍ وَّاِنَّا لَمُوْسِعُوْنَ

was-samā'a banaināhā bi'aidiw wa innā lamūsi‘ūn(a).

(mhepo) haibvumiri kuti chimwe chinhu chichiirova, inotochiita upfu.


48

وَالْاَرْضَ فَرَشْنٰهَا فَنِعْمَ الْمٰهِدُوْنَ

wal-arḍa farasynāhā fa ni‘mal-māhidūn(a).

Uye mu (nyaya yevanhu ve) Samud, pavakabhuiwa kwavari kuti, "Dakarai kuguma nguwa yakatarwa."


49

وَمِنْ كُلِّ شَيْءٍ خَلَقْنَا زَوْجَيْنِ لَعَلَّكُمْ تَذَكَّرُوْنَ

wa min kulli syai'in khalaqnā zaujaini la‘allakum tażakkarūn(a).

Pasurepo vakaita zvekuzvikudza vachipesana nemurairo waMambo wavo, saka vakarohwa ngemheni pavaizviona.


50

فَفِرُّوْٓا اِلَى اللّٰهِ ۗاِنِّيْ لَكُمْ مِّنْهُ نَذِيْرٌ مُّبِيْنٌۚ

fa firrū ilallāh(i), innī lakum minhu nażīrum mubīn(un).

Saka vakatadza kumuka uyewo havana kuwana rubatsiro, .


51

وَلَا تَجْعَلُوْا مَعَ اللّٰهِ اِلٰهًا اٰخَرَۗ اِنِّيْ لَكُمْ مِّنْهُ نَذِيْرٌ مُّبِيْنٌ

wa lā taj‘alū ma‘allāhi ilāhan ākhar(a), innī lakum minhu nażīrum mubīn(un).

uye zvisati zvaitika (Takaparadza) vanhu vaNowa. Zvokadi kamare, ivona vandhu vakashata.


52

كَذٰلِكَ مَآ اَتَى الَّذِيْنَ مِنْ قَبْلِهِمْ مِّنْ رَّسُوْلٍ اِلَّا قَالُوْا سَاحِرٌ اَوْ مَجْنُوْنٌ

każālika mā atal-lażīna min qablihim mir rasūlin illā qālū sāḥirun au majnūn(un).

Uye matenga takaaka ngesimba (Redu), uye takaawedzera ngegwinyiso.


53

اَتَوَاصَوْا بِهٖۚ بَلْ هُمْ قَوْمٌ طَاغُوْنَۚ

atawāṣau bih(ī), bal hum qaumun ṭāgūn(a).

Uye Takaparadzira nyika; zvino (Isu) ndizvo zvakanakisisa zvakaparadzirwa.


54

فَتَوَلَّ عَنْهُمْ فَمَآ اَنْتَ بِمَلُوْمٍ

fa tawalla ‘anhum famā anta bimalūm(in).

Uye takasika zviro zveshe zviviri zviviri kuti mukarakadze (ukuru hwa Allah).


55

وَذَكِّرْ فَاِنَّ الذِّكْرٰى تَنْفَعُ الْمُؤْمِنِيْنَ

wa żakkir fa innaż-żikra tanfa‘ul-mu'minīn(a).

Saka pakarepo dzokera kuna (kuteerera) Allah. Igwinyiso, ndiri nyevero yakajeka kubva kuna Allah kwamuri.


56

وَمَا خَلَقْتُ الْجِنَّ وَالْاِنْسَ اِلَّا لِيَعْبُدُوْنِ

wa mā khalaqtul-jinna wal-insa illā liya‘budūn(i).

Uye musasika vamwe vamwari kunze kwaAllah. Igwinyiso, ndiri nyevero yakajeka kubva kuna Allah kwamuri.


57

مَآ اُرِيْدُ مِنْهُمْ مِّنْ رِّزْقٍ وَّمَآ اُرِيْدُ اَنْ يُّطْعِمُوْنِ

mā urīdu minhum mir rizqiw wa mā urīdu ay yuṭ‘imūn(i).

Ngokudaro, nguwa yeshe apo Mutumwa aiuya kune avo vakavatungamirira, ivo (vanhu vake) vaizoti, "Iye muroyi kana mupengo."


58

اِنَّ اللّٰهَ هُوَ الرَّزَّاقُ ذُو الْقُوَّةِ الْمَتِيْنُ

innallāha huwar-razzāqu żul-quwwatil-matīn(u).

Vaka message umwe neumwe here nezvezvakataurwa. Zvokadi kamare, ivona vandhu vanodarika zvavanodikana kuita.


59

فَاِنَّ لِلَّذِيْنَ ظَلَمُوْا ذَنُوْبًا مِّثْلَ ذَنُوْبِ اَصْحٰبِهِمْ فَلَا يَسْتَعْجِلُوْنِ

fa inna lil-lażīna ẓalamū żanūbam miṡla żanūbi aṣḥābihim falā yasta‘jilūn(i).

Saka vafukidze musana wako, uye uchava usina kushorwa.


60

فَوَيْلٌ لِّلَّذِيْنَ كَفَرُوْا مِنْ يَّوْمِهِمُ الَّذِيْ يُوْعَدُوْنَ ࣖ

fa wailul lil-lażīna kafarū miy yaumihimul-lażī yū‘adūn(a).

Uye rambai muchipa nyevero, nekuti zvemene nyevero dzinobatsira vatendi.