Qari
Murottal Audio
وَالْعٰدِيٰتِ ضَبْحًاۙ
wal-‘ādiyāti ḍabḥā(n).
Pazuva iro nyika yakaunza mashoko ayo, .
فَالْمُوْرِيٰتِ قَدْحًاۙ
fal-mūriyāti qadḥā(n).
nekuti zvirokwazvo Ishe wenyu wakaraira (zviro zvakadaro). kwaari .
فَالْمُغِيْرٰتِ صُبْحًاۙ
fal-mugīrāti ṣubḥā(n).
Zuwa iro, anhu akabuda mumakuwa avo nge zvikwata-zvikwata, kuti mishando yavo yeshe ivoniswe kwavari.
فَاَثَرْنَ بِهٖ نَقْعًاۙ
fa'aṡarna bihī naq‘ā(n).
Saka ani nani unoita mabasa akanaka anorema sezara, zvemene uchaona (mubairo), .
فَوَسَطْنَ بِهٖ جَمْعًاۙ
fawasaṭna bihī jam‘ā(n).
uye ani naani unoita mhosva yakakura se zarrah, uchaona (kutsividzwa) nge ndaa yayo.
اِنَّ الْاِنْسَانَ لِرَبِّهٖ لَكَنُوْدٌ ۚ
innal-insāna lirabbihī lakanūd(un).
Nebhiza rehondo rinomhanya richifema, .
وَاِنَّهٗ عَلٰى ذٰلِكَ لَشَهِيْدٌۚ
wa innahū ‘alā żālika lasyahīd(un).
uye mabhiza anokanda sparks (nekurova kwemakumbo avo), .
وَاِنَّهٗ لِحُبِّ الْخَيْرِ لَشَدِيْدٌ ۗ
wa innahū liḥubbil-khairi lasyadīd(un).
uye bhiza rinorwisa (kamwe kamwe) mangwanani, .
۞ اَفَلَا يَعْلَمُ اِذَا بُعْثِرَ مَا فِى الْقُبُوْرِۙ
afalā ya‘lamu iżā bu‘ṡira mā fil-qubūr(i).
zvekuti inovhuvhuta guruva, .
وَحُصِّلَ مَا فِى الصُّدُوْرِۙ
wa ḥuṣṣila mā fiṣ-ṣudūr(i).
ndokuzopomerwa pakati peboka revavengi, .
اِنَّ رَبَّهُمْ بِهِمْ يَوْمَىِٕذٍ لَّخَبِيْرٌ ࣖ
inna rabbahum bihim yauma'iżil lakhabīr(un).
Igwinyiso, vandhu avazwi maningi, (vasingabongi) kuna Mambo wavo, .