Qari
Murottal Audio
وَيْلٌ لِّكُلِّ هُمَزَةٍ لُّمَزَةٍۙ
wailul likulli humazatil-lumazah(tin).
ipapo uchazviona zvemene ngemadziso ako, .
ۨالَّذِيْ جَمَعَ مَالًا وَّعَدَّدَهٗۙ
allażī jama‘a mālaw wa ‘addadah(ū).
zvino unozobvunzwa ngegwinyiso ngezuwa iro ngendaa yezvidakadzo (zvinoshamisa munyika iyoyo).
يَحْسَبُ اَنَّ مَالَهٗٓ اَخْلَدَهٗۚ
yaḥsabu anna mālahū akhladah(ū).
Kuitira kuti nguva iende, .
كَلَّا لَيُنْۢبَذَنَّ فِى الْحُطَمَةِۖ
kallā layumbażanna fil-ḥuṭamah(ti).
Chokwadi, vanhu vari kurasikirwa, .
وَمَآ اَدْرٰىكَ مَا الْحُطَمَةُ ۗ
wa mā adrāka mal-ḥuṭamah(tu).
kunze kweavo vanotenda uye vanoita mabasa akanaka uye vanokurudzirana kune chokwadi uye vanokurudzirana kune kushingirira.
نَارُ اللّٰهِ الْمُوْقَدَةُۙ
nārullāhil-mūqadah(tu).
Nhamo kune wese anotuka uye anoshora, .
الَّتِيْ تَطَّلِعُ عَلَى الْاَفْـِٕدَةِۗ
allatī taṭṭali‘u ‘alal-af'idah(ti).
uyo anounganidza pfuma uye anoiverenga, .
اِنَّهَا عَلَيْهِمْ مُّؤْصَدَةٌۙ
innahā ‘alaihim mu'ṣadah(tun).
iye (munhu) anofunga kuti upfumi hwake hunokwanisa kumuchengeta.
فِيْ عَمَدٍ مُّمَدَّدَةٍ ࣖ
fī ‘amadim mumaddadah(tin).
Siyayi hako! Zvomene uchakandwa mu (gehena) Hutamah.