Revert to Islam, click here
Islam Al-Haq: Qur'an na Hadith
(Islam rechokwadi)

Q.S Al-Maarij (اَلْمَعَارِج) - 44 Nhamba ye Ndima

(Ndau yekukwidza .)

Qari

Murottal Audio

1

سَاَلَ سَاۤىِٕلٌۢ بِعَذَابٍ وَّاقِعٍۙ

sa'ala sā'ilum bi‘ażābiw wāqi‘(in).

Uye zvemene, (Qur’an) chidzidzo kune avo vanotya Mwari.


2

لِّلْكٰفِرِيْنَ لَيْسَ لَهٗ دَافِعٌۙ

lil-kāfirīna laisa lahū dāfi‘(un).

Uye zvemene, Tinoziya kuti kune vanhu pakati penyu vanonyepa.


3

مِّنَ اللّٰهِ ذِى الْمَعَارِجِۗ

minallāhi żil-ma‘ārij(i).

Uye zvemene, (Qur’an) inozokonzera kudemba kune vasingatendi (muhupenyu hwesure).


4

تَعْرُجُ الْمَلٰۤىِٕكَةُ وَالرُّوْحُ اِلَيْهِ فِيْ يَوْمٍ كَانَ مِقْدَارُهٗ خَمْسِيْنَ اَلْفَ سَنَةٍۚ

ta‘rujul-malā'ikatu war-rūḥu ilaihi fī yaumin kāna miqdāruhū khamsīna alfa sanah(tin).

Uye zvemene, (Qur’an) ichokwadi chinogutsa.


5

فَاصْبِرْ صَبْرًا جَمِيْلًا

faṣbir ṣabran jamīlā(n).

Hino zvikudze nge (kubhuya) zina ra Mwari wako Wemasimbaose.


6

اِنَّهُمْ يَرَوْنَهٗ بَعِيْدًاۙ

innahum yaraunahū ba‘īdā(n).

Mundhu wakabvunjisa ngo pamusoro po cirango cinozouya kamare, .


7

وَّنَرٰىهُ قَرِيْبًاۗ

wa narāhu qarībā(n).

kune vasingatendi, izvo hapana anogona kudzivisa, .


8

يَوْمَ تَكُوْنُ السَّمَاۤءُ كَالْمُهْلِۙ

yauma takūnus-samā'u kal-muhl(i).

(chirango) kubva kuna Allah, uyo ane nzvimbo dzinokwira.


9

وَتَكُوْنُ الْجِبَالُ كَالْعِهْنِۙ

wa takūnul-jibālu kal-‘ihn(i).

Ngirozi na Gabrieri vanokwira (kutarisana) kuna Mambo wavo, nge zuwa rimwe rakaenzana ne zviuru makumi mashanu zve makore.


10

وَلَا يَسْـَٔلُ حَمِيْمٌ حَمِيْمًاۚ

wa lā yas'alu ḥamīmun ḥamīmā(n).

Saka itai mwoyo murefu (O Muhammad) ngemwoyo murefu wenyasha.


11

يُبَصَّرُوْنَهُمْۗ يَوَدُّ الْمُجْرِمُ لَوْ يَفْتَدِيْ مِنْ عَذَابِ يَوْمِىِٕذٍۢ بِبَنِيْهِۙ

yubaṣṣarūnahum, yawaddul-mujrimu lau yaftadī min ‘ażābi yaumi'iżim bibanīh(i).

Vanozviona sezviri kure (zvisingaiti).


12

وَصَاحِبَتِهٖ وَاَخِيْهِۙ

wa ṣāḥibatihī wa akhīh(i).

Asi Tinozviona sezviri pedyo (zvisingadzivisiki).


13

وَفَصِيْلَتِهِ الَّتِيْ تُـْٔوِيْهِۙ

wa faṣīlatihil-latī tu'wīh(i).

(Karakadzai) Zuva iro denga richaita semhangura yakanyungudika, .


14

وَمَنْ فِى الْاَرْضِ جَمِيْعًاۙ ثُمَّ يُنْجِيْهِۙ

wa man fil-arḍi jamī‘ā(n), ṡumma yunjīh(i).

uye makomo akaita se (kubhururuka) makushe, .


15

كَلَّاۗ اِنَّهَا لَظٰىۙ

kallā, innahā laẓā.

uye hapana shamwari yepedyo ichabvunza nezveshamwari yake, .


16

نَزَّاعَةً لِّلشَّوٰىۚ

nazzā‘atal lisy-syawā.

pavanenge vachitarisana. Zuwa iroro, mushaishi unozoshuva kuti adzidzikinure kubva mukurangwa pamwepo nevana vake, .


17

تَدْعُوْا مَنْ اَدْبَرَ وَتَوَلّٰىۙ

tad‘ū man adbara wa tawallā.

nemukadzi wake, nemukoma wake, .


18

وَجَمَعَ فَاَوْعٰى

wa jama‘a fa'au‘ā.

uye mhuri yakamudzivirira (munyika ino), .


19

۞ اِنَّ الْاِنْسَانَ خُلِقَ هَلُوْعًاۙ

innal-insāna khuliqa halu‘ā(n).

uye vanhu vose panyika, uye tariro kuti (rudzikinuro) achamuponesa.


20

اِذَا مَسَّهُ الشَّرُّ جَزُوْعًاۙ

iżā massahusy-syarru jazū‘ā(n).

Haiwa zvachose! Igwinyiso, gehena ndiro mwoto unovhunduka, .


21

وَّاِذَا مَسَّهُ الْخَيْرُ مَنُوْعًاۙ

wa iżā massahul-khairu manū‘ā(n).

iyo inobvisa ganda remusoro.


22

اِلَّا الْمُصَلِّيْنَۙ

illal-muṣallīn(a).

Ndiani anodaidza avo vanotendeuka uye vanotendeuka (kubva kuchitendero), .


23

الَّذِيْنَ هُمْ عَلٰى صَلَاتِهِمْ دَاۤىِٕمُوْنَۖ

allażīna hum ‘alā ṣalātihim dā'imūn(a).

uye munhu anounganidza (zvinhu) uye ozozvichengeta.


24

وَالَّذِيْنَ فِيْٓ اَمْوَالِهِمْ حَقٌّ مَّعْلُوْمٌۖ

wal-lażīna fī amwālihim ḥaqqum ma‘lūm(un).

Zvokadi kamare, vandhu vakasikwa kuti vadakarire kunyunyuta.


25

لِّلسَّاۤىِٕلِ وَالْمَحْرُوْمِۖ

lis-sā'ili wal-maḥrūm(i).

Kana ari mumatambudziko anonyunyuta, .


26

وَالَّذِيْنَ يُصَدِّقُوْنَ بِيَوْمِ الدِّيْنِۖ

wal-lażīna yuṣaddiqūna biyaumid-dīn(i).

uye kana awana zvakanaka (upfumi) anova anoomera, .


27

وَالَّذِيْنَ هُمْ مِّنْ عَذَابِ رَبِّهِمْ مُّشْفِقُوْنَۚ

wal-lażīna hum min ‘ażābi rabbihim musyfiqūn(a).

kunze kweavo vanoita munamato, .


28

اِنَّ عَذَابَ رَبِّهِمْ غَيْرُ مَأْمُوْنٍۖ

inna ‘ażāba rabbihim gairu ma'mūn(in).

avo vanoramba vakatendeka pakuita minamato yavo, .


29

وَّالَّذِيْنَ هُمْ لِفُرُوْجِهِمْ حٰفِظُوْنَۙ

wal-lażīna hum lifurūjihim ḥāfiẓūn(a).

uye vanhu vane zvinhu zvavo zvakagoverwa chikamu chakati, .


30

اِلَّا عَلٰٓى اَزْوَاجِهِمْ اَوْ مَا مَلَكَتْ اَيْمَانُهُمْ فَاِنَّهُمْ غَيْرُ مَلُوْمِيْنَۚ

illā ‘alā azwājihim au mā malakat aimānuhum fa innahum gairu malūmīn(a).

kune (varombo) vanhu vanokumbira uye vasingabvunze, .


31

فَمَنِ ابْتَغٰى وَرَاۤءَ ذٰلِكَ فَاُولٰۤىِٕكَ هُمُ الْعَادُوْنَۚ

fa manibtagā warā'a żālika fa ulā'ika humul-‘ādūn(a).

uye avo vanotenda pazuva rokutongwa, .


32

وَالَّذِيْنَ هُمْ لِاَمٰنٰتِهِمْ وَعَهْدِهِمْ رٰعُوْنَۖ

wal-lażīna hum li'amānātihim wa ‘ahdihim rā'ūn(a).

uye avo vanotya chirango chaShe wavo, .


33

وَالَّذِيْنَ هُمْ بِشَهٰدٰتِهِمْ قَاۤىِٕمُوْنَۖ

wal-lażīna hum bisyahādātihim qā'imūn(a).

Igwinyiso, pamusoro pekurangwa kwaMambo wavo, hapana anozwa akachengeteka (kubva pakuuya kwake), .


34

وَالَّذِيْنَ هُمْ عَلٰى صَلَاتِهِمْ يُحَافِظُوْنَۖ

wal-lażīna hum ‘alā ṣalātihim yuḥāfiẓūn(a).

uye avo vanochengeta nhengo dzavo dzepabonde, .


35

اُولٰۤىِٕكَ فِيْ جَنّٰتٍ مُّكْرَمُوْنَ ۗ ࣖ

ulā'ika fī jannātim mukramūn(a).

kunze kwevakadzi vavo kana varanda vavo, ivo havana mhosva zvemene.


36

فَمَالِ الَّذِيْنَ كَفَرُوْا قِبَلَكَ مُهْطِعِيْنَۙ

famālil-lażīna kafarū qibalaka muhṭi‘īn(a).

Hino weshe unotsvaka kudarika izvi (kudai nge upombwe, kudanana ne varume kana vakadzi), ndivo vanodarika.


37

عَنِ الْيَمِيْنِ وَعَنِ الشِّمَالِ عِزِيْنَ

‘anil-yamīni wa ‘anisy-syimāli ‘izīn(a).

Uye avo vanogondeka kune zvavanovimba nazvo nezvibvumirano zvavo, .


38

اَيَطْمَعُ كُلُّ امْرِئٍ مِّنْهُمْ اَنْ يُّدْخَلَ جَنَّةَ نَعِيْمٍۙ

ayaṭma‘u kullumri'im minhum ay yudkhala jannata na‘īm(in).

uye avo vanobatirira pakupupurira kwavo, .


39

كَلَّاۗ اِنَّا خَلَقْنٰهُمْ مِّمَّا يَعْلَمُوْنَ

kallā, innā khalaqnāhum mimmā ya‘malūn(a).

uye avo vanochengeta minamato yavo.


40

فَلَآ اُقْسِمُ بِرَبِّ الْمَشٰرِقِ وَالْمَغٰرِبِ اِنَّا لَقٰدِرُوْنَۙ

falā uqsimu birabbil-masyāriqi wal-magāribi innā laqādirūn(a).

Izvi zvinozokujwa mu Paradhiso.


41

عَلٰٓى اَنْ نُّبَدِّلَ خَيْرًا مِّنْهُمْۙ وَمَا نَحْنُ بِمَسْبُوْقِيْنَ

‘alā an nubaddila khairam minhum, wa mā naḥnu bimasbūqīn(a).

Saka vasingatendi vanokurumidza sei kwauri (O Muhammad), .


42

فَذَرْهُمْ يَخُوْضُوْا وَيَلْعَبُوْا حَتّٰى يُلٰقُوْا يَوْمَهُمُ الَّذِيْ يُوْعَدُوْنَۙ

fa żarhum yakhūḍū wa yal‘abū ḥattā yulāqū yaumahumul-lażī yū‘adūn(a)

kubva kurudyi uye kubva kuruboshwe mumapoka?


43

يَوْمَ يَخْرُجُوْنَ مِنَ الْاَجْدَاثِ سِرَاعًا كَاَنَّهُمْ اِلٰى نُصُبٍ يُّوْفِضُوْنَۙ

yauma yakhrujūna minal-ajdāṡi sirā‘an ka'annahum ilā nuṣubiy yūfiḍūn(a).

Mundhu umwe nga umwe wavo unoda kupinda mu Munda wo Kudakara here?


44

خَاشِعَةً اَبْصَارُهُمْ تَرْهَقُهُمْ ذِلَّةٌ ۗذٰلِكَ الْيَوْمُ الَّذِيْ كَانُوْا يُوْعَدُوْنَ ࣖ

khāsyi‘atan abṣāruhum tarhaquhum żillah(tun), żālikal-yaumul-lażī kānū yū‘adūn(a).

Azvingayiti! Takavasika kubva pane zvavanoziya.