Revert to Islam, click here
Islam Al-Haq: Qur'an na Hadith
(Islam rechokwadi)

Q.S Al-Infitar (اَلْإِنْفِطَار) - 19 Nhamba ye Ndima

(Kupanana)

Qari

Murottal Audio

1

اِذَا السَّمَاۤءُ انْفَطَرَتْۙ

iżas-samā'unfaṭarat.

Uye (Quran) haisi izwi raSatani akatukwa, .


2

وَاِذَا الْكَوَاكِبُ انْتَثَرَتْۙ

wa iżal-kawākibuntaṡarat.

saka uchaenda kupi?


3

وَاِذَا الْبِحَارُ فُجِّرَتْۙ

wa iżal-biḥāru fujjirat.

(Quran) haisi chimwe chinhu asi chiyeuchidzo kune nyika dzese,


4

وَاِذَا الْقُبُوْرُ بُعْثِرَتْۙ

wa iżal-qubūru bu‘ṡirat.

(ndiko kuti) ngekuti ani naani pakati penyu unoda kuteerera njira yakarurama.


5

عَلِمَتْ نَفْسٌ مَّا قَدَّمَتْ وَاَخَّرَتْۗ

‘alimat nafsum mā qaddamat wa akhkharat.

Uye aukoni kuda (kuteera njira iyoyo) asi kuti zvidakadze ndi Allah, Mambo wenyika dzeshe.


6

يٰٓاَيُّهَا الْاِنْسَانُ مَا غَرَّكَ بِرَبِّكَ الْكَرِيْمِۙ

yā ayyuhal-insānu mā garraka birabbikal-karīm(i).

Kana denga rakaparadzana, .


7

الَّذِيْ خَلَقَكَ فَسَوّٰىكَ فَعَدَلَكَۙ

allażī khalaqaka fa sawwāka fa ‘adalak(a).

uye apo nyeredzi dzinodonha dzichipararira, .


8

فِيْٓ اَيِّ صُوْرَةٍ مَّا شَاۤءَ رَكَّبَكَۗ

fī ayyi ṣūratim mā syā'a rakkabak(a).

uye kana gungwa richizara, .


9

كَلَّا بَلْ تُكَذِّبُوْنَ بِالدِّيْنِۙ

kallā bal tukażżibūna bid-dīn(i).

uye kana makuva akavhurwa, .


10

وَاِنَّ عَلَيْكُمْ لَحٰفِظِيْنَۙ

wa inna ‘alaikum laḥāfiẓīn(a).

(ipapo) mweya weshe unozoziya zvawakaita nezvawakasiya.


11

كِرَامًا كٰتِبِيْنَۙ

kirāman kātibīn(a).

O vanhu! Chiinyi chakakunyepera (kuti uite kusazwira) kuna Mambo wako, Unokudzwa kakurutu?


12

يَعْلَمُوْنَ مَا تَفْعَلُوْنَ

ya‘lamūna mā taf‘alūn(a).

Ndianani wakakusika wozokwanisa kugara kwako woita kuti (muiri wako) uve wakaenzana,


13

اِنَّ الْاَبْرَارَ لَفِيْ نَعِيْمٍۙ

innal-abrāra lafī na‘īm(in).

muchimiro chero chipi chaanoda, anoumba muviri wako.


14

وَّاِنَّ الْفُجَّارَ لَفِيْ جَحِيْمٍ

wa innal-fujjāra lafī jaḥīm(in).

Usamboita kudaro! Wakatomboramba zuwa rekutongwa.


15

يَصْلَوْنَهَا يَوْمَ الدِّيْنِ

yaṣlaunahā yaumad-dīn(i).

Uye zvemene ngendaa yenyu kune (ngirozi) dzinongwarira (mushando wenyu), .


16

وَمَا هُمْ عَنْهَا بِغَاۤىِٕبِيْنَۗ

wa mā hum ‘anhā bigā'ibīn(a).

vanokudzwa (pamberi paAllah) uye uyo anonyora (zviito zvako), .


17

وَمَآ اَدْرٰىكَ مَا يَوْمُ الدِّيْنِۙ

wa mā adrāka mā yaumud-dīn(i).

vanoziya zvaunoita.


18

ثُمَّ مَآ اَدْرٰىكَ مَا يَوْمُ الدِّيْنِۗ

Ṡumma mā adrāka mā yaumud-dīn(i).

Igwinyiso, avo vakajipira vari kamare (paradhiso yakazara ngo) kudakara, .


19

يَوْمَ لَا تَمْلِكُ نَفْسٌ لِّنَفْسٍ شَيْـًٔا ۗوَالْاَمْرُ يَوْمَىِٕذٍ لِّلّٰهِ ࣖ

yauma lā tamliku nafsul linafsin syai'ā(n), wal-amru yauma'iżil lillāh(i).

uye zvechokwadi avo vasingateereri vari mugehena zvechokwadi.