فَالِقُ الْاِصْبَاحِۚ وَجَعَلَ الَّيْلَ سَكَنًا وَّالشَّمْسَ وَالْقَمَرَ حُسْبَانًا ۗذٰلِكَ تَقْدِيْرُ الْعَزِيْزِ الْعَلِيْمِ
fāliqul-iṣbāḥ(i), wa ja‘alal-laila sakanaw wasy-syamsa wal-qamara ḥusbānā(n), żālika taqdīrul-‘azīzil-‘alīm(i).
Wakaita kuti mangwanani ave mangwanani akaita kuti usiku huve hwekuzorora, uye (wakaita) zuwa nemwedzi kuti zviverenge. Ndiwo mutemo wa Allah, Wemasimbaose, Anoziya Zvese.
هُوَ الَّذِيْ جَعَلَ الشَّمْسَ ضِيَاۤءً وَّالْقَمَرَ نُوْرًا وَّقَدَّرَهٗ مَنَازِلَ لِتَعْلَمُوْا عَدَدَ السِّنِيْنَ وَالْحِسَابَۗ مَا خَلَقَ اللّٰهُ ذٰلِكَ اِلَّا بِالْحَقِّۗ يُفَصِّلُ الْاٰيٰتِ لِقَوْمٍ يَّعْلَمُوْنَ
huwal-lażī ja‘alasy-syamsa ḍiyā'aw wal-qamara nūraw wa qaddarahū manāzila lita‘lamū ‘adadas-sinīna wal-ḥisāb(a), mā khalaqallāhu zālika illā bil-ḥaqq(i), yufaṣṣilul-āyāti liqaumiy ya‘lamūn(a).
Ndiye wakaita zuwa chiedza chinopenya mwedzi chiedza, akasarudza kutenderera kwaro, kuti uzive uwandu hwemakore nekuverenga. Allah haana kusika izvi kunze kwechokwadi. Anotsanangura zviratidzo zvake kune vanhu vanoziva.
اَللّٰهُ الَّذِيْ رَفَعَ السَّمٰوٰتِ بِغَيْرِ عَمَدٍ تَرَوْنَهَا ثُمَّ اسْتَوٰى عَلَى الْعَرْشِ وَسَخَّرَ الشَّمْسَ وَالْقَمَرَۗ كُلٌّ يَّجْرِيْ لِاَجَلٍ مُّسَمًّىۗ يُدَبِّرُ الْاَمْرَ يُفَصِّلُ الْاٰيٰتِ لَعَلَّكُمْ بِلِقَاۤءِ رَبِّكُمْ تُوْقِنُوْنَ
allāhul-lażī rafa‘as-samāwāti bigairi ‘amadin taraunahā ṡummastawā ‘alal-‘arsyi wa sakhkharasy-syamsa wal-qamar(a), kulluy yajrī li'ajalim musammā(n), yudabbirul-amra yufaṣṣilul-āyāti la‘allakum biliqā'i rabbikum tūqinūn(a).
Allah akasimudza denga pasina mbiru (se) munoona, uye akagara paChigaro cheumambo. Wakakunda zuwa nomwedzi; imwe neimwe inotenderera maererano nenguva yakagara yakasarudzwa. Anoronga ndaa dze (zvisikwa zvake), nekutsanangura zviratidzo (zveukuru hwake), kuti uve nechokwadi chekusangana naMambo wako.
وَسَخَّرَ لَكُمُ الشَّمْسَ وَالْقَمَرَ دَاۤىِٕبَيْنِۚ وَسَخَّرَ لَكُمُ الَّيْلَ وَالنَّهَارَ ۚ
wa sakhkhara lakumusy-syamsa wal-qamara dā'ibaīn(i), wa sakhkhara lakumul-laila wan-nahār(a).
Uye wakaisa zuwa no mwedzi pashi penyu zvinoramba zveitenderera (mukutenderera kwazvo); uye akaisa usiku nemasikati pasi penyu.
وَسَخَّرَ لَكُمُ الَّيْلَ وَالنَّهَارَۙ وَالشَّمْسَ وَالْقَمَرَ ۗوَالنُّجُوْمُ مُسَخَّرٰتٌۢ بِاَمْرِهٖ ۗاِنَّ فِيْ ذٰلِكَ لَاٰيٰتٍ لِّقَوْمٍ يَّعْقِلُوْنَۙ
wa sakhkhara lakumul-laila wan-nahār(a), wasy-syamsa wal-qamar(a), wan-nujūmu musakhkharātum bi'amrih(ī), inna fī żālika la'āyātil liqaumiy ya‘qilūn(a).
Wakaisa usiku nemasikati, zuwa nemwedzi pauri, nyeredzi dzinoiswa pashi pekuraira kwake. Igwinyiso, mune izvi mune zviratidzo zvevanhu vanonzwisisa, .
وَّجَعَلْنَا سِرَاجًا وَّهَّاجًاۖ
wa ja‘alnā sirājaw wahhājā(n).
Uye takakusikai muri vaviri vaviri, .