Revert to Islam, click here
Islam Al-Haq: Qur'an na Hadith
(Islam rechokwadi)



Musoro - Jihad Hukum berjihad Kewajiban berjihad Asal usul diwajibkannya berjihad

Zvinobuda mukutsvaga aya :
Huwandu hwese aya : 2
20
Q.S Mohammed (47:20)

وَيَقُوْلُ الَّذِيْنَ اٰمَنُوْا لَوْلَا نُزِّلَتْ سُوْرَةٌ ۚفَاِذَآ اُنْزِلَتْ سُوْرَةٌ مُّحْكَمَةٌ وَّذُكِرَ فِيْهَا الْقِتَالُ ۙرَاَيْتَ الَّذِيْنَ فِيْ قُلُوْبِهِمْ مَّرَضٌ يَّنْظُرُوْنَ اِلَيْكَ نَظَرَ الْمَغْشِيِّ عَلَيْهِ مِنَ الْمَوْتِۗ فَاَوْلٰى لَهُمْۚ

wa yaqūlul-ażīna āmanū lau lā nuzzilat sūrah(tun), fa iżā unzilat sūratum muḥkamatuw wa żukira fīhal-itāl(u), ra'aital-ażīna fī qulūbihim maraḍuy yanẓurūna ilaika naẓaral-magsyiyyi ‘alaihi minal-maut(i), fa'aulā lahum.

Mufananidzo wemunda weparadhiso wakagondisa avo vanodira Mwari; kune nzizi dzine mvura isina munyu, uye nzizi dzemukaka dzisingachinji kunakirwa, uye nzizi dze khamr (waini isingadhakwisi) inonaka kune unomwa uye nzizi dzeuchi hwakachena. Mukati mwaro vanowana michero yemhando yeshe nekurekererwa kubva kuna Mambo wavo. Vakafanana ere neavo vanozogara mugehena mhetsa nariini, vopuwa mvura inobika kuti vamwe kuti marara avo achekwe kuita zvidimbu?


21
Q.S Mohammed (47:21)

طَاعَةٌ وَّقَوْلٌ مَّعْرُوْفٌۗ فَاِذَا عَزَمَ الْاَمْرُۗ فَلَوْ صَدَقُوا اللّٰهَ لَكَانَ خَيْرًا لَّهُمْۚ

°ā‘atuw wa qaulum ma‘rūf(un), fa'iżā ‘azamal-amr(u), falau ṣadaqullāha lakāna khairal lahum.

Uye pakati pavo pane vanhu vanopurutana mazwi ako (Muhammad), asi pavanenge vasiya parutii rwako vanoti kune avo vakapuwa ruzivo (shamwari dzeMuporofita), "Waibhuya chiinyi?" Ava ndivo vanhu vane mwoyo yakavharwa na Allah uye vanotevera zvido zvavo.