۞ وَاِنْ جَنَحُوْا لِلسَّلْمِ فَاجْنَحْ لَهَا وَتَوَكَّلْ عَلَى اللّٰهِ ۗاِنَّهٗ هُوَ السَّمِيْعُ الْعَلِيْمُ
wa in janaḥū lis-salmi fajnaḥ lahā wa tawakkal ‘alallāh(i), innahū huwas-samī‘ul-‘alīm(u).
Asi kana vakatenderera kune runyararo, saka zvigamuchire uye uise kuvimba kwako muna Allah. Igwinyiso, Iyena anozwa zvese, anoziva zvese.
اِلَّا الَّذِيْنَ عَاهَدْتُّمْ مِّنَ الْمُشْرِكِيْنَ ثُمَّ لَمْ يَنْقُصُوْكُمْ شَيْـًٔا وَّلَمْ يُظَاهِرُوْا عَلَيْكُمْ اَحَدًا فَاَتِمُّوْٓا اِلَيْهِمْ عَهْدَهُمْ اِلٰى مُدَّتِهِمْۗ اِنَّ اللّٰهَ يُحِبُّ الْمُتَّقِيْنَ
illal-lażīna ‘āhattum minal-musyrikīna ṡumma lam yanquṣūkum syai'aw wa lam yuẓāhirū ‘alaikum aḥadan fa atimmū ilaihim ‘ahdahum ilā muddatihim, innallāha yuḥibbul-muttaqīn(a).
kunze kweavo vapolytheist vakapinda muchibvumirano newe uye havazi kuderedza (zviri mukati mechibvumirano) zvishoma kana (kana) vakadetsera munhu ane ukasha newe, zvino kwavari zadzisa chigondiso chavo kuguma nguwa yakatarwa. Ichokwadi, Allah anoda avo vanotya Mwari.
كَيْفَ وَاِنْ يَّظْهَرُوْا عَلَيْكُمْ لَا يَرْقُبُوْا فِيْكُمْ اِلًّا وَّلَا ذِمَّةً ۗيُرْضُوْنَكُمْ بِاَفْوَاهِهِمْ وَتَأْبٰى قُلُوْبُهُمْۚ وَاَكْثَرُهُمْ فٰسِقُوْنَۚ
kaifa wa iy yaẓharū ‘alaikum lā yarqubū fīkum illaw wa lā żimmah(tan), yurḍūnakum bi'afwāhihim wa ta'bā qulūbuhum, wa akṡaruhum fāsiqūn(a).
Zvinokona kuitika kudini (kuti kune chibvumirano chakadaro), kunyazi vakawana kukunda pamusoro pako, avazochengeti hukama hwehama newe uye avazo (kana kuteerera) chibvumirano. Vanokudakadza ngemiromo yavo, asi mwoyo yavo ichivaramba. Vazhinji vavo vanhu vakaipa (vasingachengeti zvipikirwa zvavo).