مَآ اَفَاۤءَ اللّٰهُ عَلٰى رَسُوْلِهٖ مِنْ اَهْلِ الْقُرٰى فَلِلّٰهِ وَلِلرَّسُوْلِ وَلِذِى الْقُرْبٰى وَالْيَتٰمٰى وَالْمَسٰكِيْنِ وَابْنِ السَّبِيْلِۙ كَيْ لَا يَكُوْنَ دُوْلَةً ۢ بَيْنَ الْاَغْنِيَاۤءِ مِنْكُمْۗ وَمَآ اٰتٰىكُمُ الرَّسُوْلُ فَخُذُوْهُ وَمَا نَهٰىكُمْ عَنْهُ فَانْتَهُوْاۚ وَاتَّقُوا اللّٰهَ ۗاِنَّ اللّٰهَ شَدِيْدُ الْعِقَابِۘ
mā afā'allāhu ‘alā rasūlihī min ahlil-qurā fa lillāhi wa lir-rasūli wa liżil-qurbā wal-yatāmā wal-masākīni wabnis-sabīl(i), kailā yakūna dūlatam bainal-agniyā'i minkum, wa mā ātākumur-rasūlu fa khużūhu wa mā nahākum ‘anhu fantahū, wattaqullāh(a), innallāha syadīdul-‘iqāb(i).
Ndiye wakadzinga vasingatendi pakati peVanhu veBhuku kubva mumaguta avo panguwa yekudzingwa kwekutanga. Iwewe auzi kufunga kuti vaizobuda uye vainge nechokwadi chekuti nhare dzavo dzinozokwanisa kuvadzivirira kubva (kushungurudzwa kwa) Allah; Hino Allah wakaunza (kutambudzwa) pavari kubva kune imweni ndau yavasingatarisiri. Uye Allah akaisa kutya mumwoyo yavo; saizvozvo achiparadza dzimba dzavo nemaoko ake uye nemaoko evatendi. Hino torai (chiitiko ichi) sechidzidzo, O vanhu vanozwisisa!