مَآ اَصَابَكَ مِنْ حَسَنَةٍ فَمِنَ اللّٰهِ ۖ وَمَآ اَصَابَكَ مِنْ سَيِّئَةٍ فَمِنْ نَّفْسِكَ ۗ وَاَرْسَلْنٰكَ لِلنَّاسِ رَسُوْلًا ۗ وَكَفٰى بِاللّٰهِ شَهِيْدًا
mā aṣābaka min ḥasanatin fa minallāh(i), wa mā aṣābaka min sayyi'atin fa min nafsik(a), wa arsalnāka lin-nāsi rasūlā(n), wa kafā billāhi syahīdā(n).
Zveshe zvakanaka zvaunowana, zvinobva kuna Allah, nezvakashata zveshe zvinokuwira, zvinobva kwauri (mhosva). Takakutuma (Muhammad) seMutumwa kune (vese) vanhu. Uye Allah akakwana sechapupu.
۞ وَمَآ اُبَرِّئُ نَفْسِيْۚ اِنَّ النَّفْسَ لَاَمَّارَةٌ ۢ بِالسُّوْۤءِ اِلَّا مَا رَحِمَ رَبِّيْۗ اِنَّ رَبِّيْ غَفُوْرٌ رَّحِيْمٌ
wa mā ubarri'u nafsī, innan-nafsa la'ammāratum bis-sū'i illā mā raḥima rabbī, inna rabbī gafūrur raḥīm(un).
Uye andizi (kuzviziisa) kuti ndiri kusununguka (kubve kune zvishaishi), ngekuti ngegwinyiso kuchiva kunogara kuchiendesa kune zvakashata, kunze kwe (kuchiva) kwakapa Mambo wangu tsitsi. Igwinyiso, Mambo wangu ndivo vanoregerera, vanozwira tsitsi.