غُلِبَتِ الرُّوْمُۙ
gulibatir-rūm(u).
ngavarambe makomborero atakavapa uye ngavaite (kurarame) vachizvidakadza (mukusatenda). Pasurepo vanozoziva (zvinozoitika nge ndaa ye zviito zvavo).
فِيْٓ اَدْنَى الْاَرْضِ وَهُمْ مِّنْۢ بَعْدِ غَلَبِهِمْ سَيَغْلِبُوْنَۙ
fī adnal-arḍi wa hum mim ba‘di galabihim sayaglibūn(a).
Vasati vaona ere kuti takaita (nyika yavo) nyika yakachena, yakachengeteka, kunyazwi vanhu vakaitendenedza vari kubatana. Ngei (sure kwekuti gwinyiso raziiswa) vachiri kutenda manyepo nekuramba makomborero a Allah?
فِيْ بِضْعِ سِنِيْنَ ەۗ لِلّٰهِ الْاَمْرُ مِنْ قَبْلُ وَمِنْۢ بَعْدُ ۗوَيَوْمَىِٕذٍ يَّفْرَحُ الْمُؤْمِنُوْنَۙ
fī biḍ‘i sinīn(a), lillāhil-amru min qablu wa mim ba‘d(u), wa yauma'iżiy yafraḥul-mu'minūn(a).
Uye ndiani usina kururama kudarika munthu unogadzira nhema pamusoro pa Allah kana munthu unoramba chokwadi kana (chokwadi) chauya kwaari? Hapana nzvimbo muGehena yevasingatendi here?