اَوَلَمْ يَرَ الَّذِيْنَ كَفَرُوْٓا اَنَّ السَّمٰوٰتِ وَالْاَرْضَ كَانَتَا رَتْقًا فَفَتَقْنٰهُمَاۗ وَجَعَلْنَا مِنَ الْمَاۤءِ كُلَّ شَيْءٍ حَيٍّۗ اَفَلَا يُؤْمِنُوْنَ
awalam yaral-lażīna kafarū annas-samāwāti wal-arḍa kānatā ratqan fa fataqnāhumā, wa ja‘alnā minal-mā'i kulla syai'in ḥayy(in), afalā yu'minūn(a).
Uye vasingatendi avazii ere kuti matenga nenyika zvakambobatana, takazozviparadzanisa; uye Takaita kuti zviro zveshe zvipenyu zvibve mumvura; zvino ngenyi avatendi?
ثُمَّ اسْتَوٰىٓ اِلَى السَّمَاۤءِ وَهِيَ دُخَانٌ فَقَالَ لَهَا وَلِلْاَرْضِ ائْتِيَا طَوْعًا اَوْ كَرْهًاۗ قَالَتَآ اَتَيْنَا طَاۤىِٕعِيْنَ
Ṡummastawā ilas-samā'i wa hiya dukhānun faqāla lahā wa lil-arḍi'tiyā ṭau‘an au karhā(n), qālatā atainā ṭā'i‘īn(a).
Vati (Muhammad), "Ndiri munhu ega sewe, zvakaratidzwa kwandiri kuti Mwari wako ndiMwari Wemasimbaose, saka unoenderera mberi (kumunamata) uye kumukumbira kurekererwa. Uye nhamo kune avo vanobatana nevamwe (Naye), .