وَمِنَ الَّيْلِ فَتَهَجَّدْ بِهٖ نَافِلَةً لَّكَۖ عَسٰٓى اَنْ يَّبْعَثَكَ رَبُّكَ مَقَامًا مَّحْمُوْدًا
wa minal-laili fa tahajjad bihī nāfilatal lak(a), ‘asā ay yab‘aṡaka rabbuka maqāmam maḥmūdā(n).
Uye husiku humweni, ita minamato ye tahajjud yakawedzerwa (se njira yekunamata) iwewe: ndinovimba kuti Mambo wako vanozokusimudza kuenda kundau yekurumbidza.
وَالَّذِيْنَ يَبِيْتُوْنَ لِرَبِّهِمْ سُجَّدًا وَّقِيَامًا
wal-lażīna yabītūna lirabbihim sujjadaw wa qiyāmā(n).
uye avo vanopedza husiku vachinamata Mwari wavo nekupfugama nekumira.
تَتَجَافٰى جُنُوْبُهُمْ عَنِ الْمَضَاجِعِ يَدْعُوْنَ رَبَّهُمْ خَوْفًا وَّطَمَعًاۖ وَّمِمَّا رَزَقْنٰهُمْ يُنْفِقُوْنَ
tatajāfā junūbuhum ‘anil-maḍāji‘i yad‘ūna rabbahum khaufaw wa ṭama‘ā(n), wa mimmā razaqnāhum yunfiqūn(a).
Uti, "Ngirozi ye rufu yakagondwa (kutora hupenyu hwako) inozokuuraya, wozopetudzwa kuna Mambo wako."
كَانُوْا قَلِيْلًا مِّنَ الَّيْلِ مَا يَهْجَعُوْنَ
kānū qalīlam minal-laili mā yahja‘ūn(a).
vakabvunza kuti, "Zuva rokutongwa riri rini?"
وَبِالْاَسْحَارِ هُمْ يَسْتَغْفِرُوْنَ
wa bil-asḥāri hum yastagfirūn(a).
(Zuwa rekutsiva ndiro) zuwa (apo) vanozorangwa mumoto wegehena.
يٰٓاَيُّهَا الْمُزَّمِّلُۙ
yā ayyuhal-muzzammil(u).
Kuti pavanoona (chirango) chinotyisidzirwa pamusoro pavo, ndipo vanozoziya kuti vadetseri vaani vasina simba uye vashomani.
قُمِ الَّيْلَ اِلَّا قَلِيْلًاۙ
qumil-laila illā qalīlā(n).
Vati (Muhammad), "Andizii kuti chirango chinotyisidzirwa pamusoro pako chiri pedyo kana kuti Mambo wangu vakasarudza kuti nguwa ichiri yakareba."
اِنَّ نَاشِئَةَ الَّيْلِ هِيَ اَشَدُّ وَطْـًٔا وَّاَقْوَمُ قِيْلًاۗ
inna nāsyi'atal-laili hiya asyaddu waṭ'aw wa aqwamu qīlā(n).
O wakafukidzwa (Muhammad)!