Revert to Islam, click here
Islam Al-Haq: Qur'an na Hadith
(Islam rechokwadi)



Musoro - Mu'amalah Nasehat menikah bagi pemuda yang telah mampu

Zvinobuda mukutsvaga aya :
Huwandu hwese aya : 2
32
Q.S An-Nuri (24:32)

وَاَنْكِحُوا الْاَيَامٰى مِنْكُمْ وَالصّٰلِحِيْنَ مِنْ عِبَادِكُمْ وَاِمَاۤىِٕكُمْۗ اِنْ يَّكُوْنُوْا فُقَرَاۤءَ يُغْنِهِمُ اللّٰهُ مِنْ فَضْلِهٖۗ وَاللّٰهُ وَاسِعٌ عَلِيْمٌ

wa ankiḥul-ayāmā minkum waṣ-ṣāliḥīna min ‘ibādikum wa imā'ikum, iy yakūnū fuqarā'a yugnihimullāhu min faḍlih(ī), wallāhu wāsi‘un ‘alīm(un).

Uye avo vasingakoni kuroorwa vanofanira kuchengeta (self) kuchena kwavo, kuguma Allah avapa kukwanisa ngenyasha dzake. Uye kana varanda vaunavo veida sungano (rusununguko), unofanira kuita sungano navo, kana uchiziya kuti pane zvakanaka mavari, wovapa zvimweni zve pfuma ya Allah zvaakakupa. Uye musamanikidza varanda venyu vechikadzi kuti vaite hupombwe, apo ivo pachavo vanoda kuchena, ngekuti munoda kutsvaka mare yenyika. Ani nani unovamanikidza, zvino zvemene, Allah ndiye Murekereri, Mune tsitsi (kwavari) mushure mwekumanikidzwa.


21
Q.S Ar-Rum (30:21)

وَمِنْ اٰيٰتِهٖٓ اَنْ خَلَقَ لَكُمْ مِّنْ اَنْفُسِكُمْ اَزْوَاجًا لِّتَسْكُنُوْٓا اِلَيْهَا وَجَعَلَ بَيْنَكُمْ مَّوَدَّةً وَّرَحْمَةً ۗاِنَّ فِيْ ذٰلِكَ لَاٰيٰتٍ لِّقَوْمٍ يَّتَفَكَّرُوْنَ

wa min āyātihī an khalaqa lakum min anfusikum azwājal litaskunū ilaihā wa ja‘ala bainakum mawaddataw wa raḥmah(tan), inna fī żālika la'āyātil liqaumiy yatafakkarūn(a).

Uye avo vasikatendi nekuramba zviratidzo zvedu ne (kuramba) musangano wekupeisira, ndizvo vanozogara mukutambudzwa (gehena).