مَنْ ذَا الَّذِيْ يُقْرِضُ اللّٰهَ قَرْضًا حَسَنًا فَيُضٰعِفَهٗ لَهٗٓ اَضْعَافًا كَثِيْرَةً ۗوَاللّٰهُ يَقْبِضُ وَيَبْصُۣطُۖ وَاِلَيْهِ تُرْجَعُوْنَ
man żal-lażī yuqriḍullāha qarḍan ḥasanan fayuḍā‘ifahū lahū aḍ‘āfan kaṡīrah(tan), wallāhu yaqbiḍu wa yabsuṭ(u), wa ilaihi turja‘ūn(a).
Ani nani anokweretesa Allah chikwereti chakanaka, Allah achawedzera muripo wake zvikuru. Allah anodzivirira uye anowedzera (chikafu) uye kwaari muchadzoserwa.
اَللّٰهُ يَبْسُطُ الرِّزْقَ لِمَنْ يَّشَاۤءُ وَيَقْدِرُ ۗوَفَرِحُوْا بِالْحَيٰوةِ الدُّنْيَاۗ وَمَا الْحَيٰوةُ الدُّنْيَا فِى الْاٰخِرَةِ اِلَّا مَتَاعٌ ࣖ
allāhu yabsuṭur-rizqa limay yasyā'u wa yaqdir(u), wa fariḥū bil-ḥayātid-dun-yā, wa mal-ḥayātud-dun-yā fil-ākhirati illā matā‘(un).
Allah anowedzera chikafu kune avo vaanoda uye vanozviganhurira (kune avo vaanoda). Vanodakara nge upenyu hwe nyika ino, kunyazwi upenyu hwe nyika ino hunongova (chidoko) kudakara kana tichienzanisa nge upenyu hwe sure kwe kufa.
اَللّٰهُ يَبْسُطُ الرِّزْقَ لِمَنْ يَّشَاۤءُ مِنْ عِبَادِهٖ وَيَقْدِرُ لَهٗ ۗاِنَّ اللّٰهَ بِكُلِّ شَيْءٍ عَلِيْمٌ
allāhu yabsuṭur-rizqa limay yasyā'u min ‘ibādihī wa yaqdiru lah(ū), innallāha bikulli syai'in ‘alīm(un).
Mweya weshe unopona unozoravira rufu. Pasurepo kwedu kwega kwamunozopetudzwa.
قُلْ اِنَّ رَبِّيْ يَبْسُطُ الرِّزْقَ لِمَنْ يَّشَاۤءُ وَيَقْدِرُ وَلٰكِنَّ اَكْثَرَ النَّاسِ لَا يَعْلَمُوْنَ ࣖ
qul inna rabbī yabsuṭur-rizqa limay yasyā'u wa yaqdiru wa lākinna akṡaran-nāsi lā ya‘lamūn(a).
Uye avo vasikatendi vanoti, "Atizotendi muKoran iyi kana (kana) muBhuku rakapfuura." Uye (zvinotyisa zvakadini) kana ukaona kuti kana vashaishi vakaunzwa pamberi paMambo wavo, vamweni vavo vanopetudza mazwi avo kune vamweni; Vanhu vanoonekwa sevasina simba vanoti kune vanhu vanozvikudza vechiti, "Kudai musipo imwimwi, tingadai takaita vatendi."
اَوَلَمْ يَعْلَمُوْٓا اَنَّ اللّٰهَ يَبْسُطُ الرِّزْقَ لِمَنْ يَّشَاۤءُ وَيَقْدِرُ ۗاِنَّ فِيْ ذٰلِكَ لَاٰيٰتٍ لِّقَوْمٍ يُّؤْمِنُوْنَ ࣖ
awalam ya‘lamū annallāha yabsuṭur-rizqa limay yasyā'u wa yaqdir(u), inna fī żālika la'āyātil liqaumiy yu'minūn(a).
Uye kudai vashaishi vaizova ne zviro zveshe pashi pano pamwepo ne zvimweni zvakawanda, zvemene vaizodzidzikinura ndizvo kubva ku chirango chakashata nge Zuva re Kumuka. Uye zvakava pachena kwavari chirango chinobva kuna Allah chavainge vasizi kumbotarisira.