57
Q.S Al-Ahz ab (33:57)
اِنَّ الَّذِيْنَ يُؤْذُوْنَ اللّٰهَ وَرَسُوْلَهٗ لَعَنَهُمُ اللّٰهُ فِى الدُّنْيَا وَالْاٰخِرَةِ وَاَعَدَّ لَهُمْ عَذَابًا مُّهِيْنًا
innal-lażīna yu'żūnallāha wa rasūlahū la‘anahumullāhu fid-dun-yā wal-ākhirati wa a‘adda lahum ‘ażābam muhīnā(n).
Akuzi kutenderwa kuti iwewe (O Muhammad) uroore (vamweni) vakadzi sure kwe izvi, kana kuvatsiva nge (vamweni) vakadzi, kunyazwi kunaka kwavo kunokukwezva, kunze kweavo (varanda) vanobatwa nge maoko ako ekurudyi. Uye Allah ndiye anoziya zviro zveshe.