فِيْهِ اٰيٰتٌۢ بَيِّنٰتٌ مَّقَامُ اِبْرٰهِيْمَ ەۚ وَمَنْ دَخَلَهٗ كَانَ اٰمِنًا ۗ وَلِلّٰهِ عَلَى النَّاسِ حِجُّ الْبَيْتِ مَنِ اسْتَطَاعَ اِلَيْهِ سَبِيْلًا ۗ وَمَنْ كَفَرَ فَاِنَّ اللّٰهَ غَنِيٌّ عَنِ الْعٰلَمِيْنَ
fīhi āyātum bayyinātum maqāmu ibrāhīm(a), wa man dakhalahū kāna āminā(n), wa lillāhi ‘alan-nāsi ḥijjul-baiti manistaṭā‘a ilaihi sabīlā(n), wa man kafara fa innallāha ganiyyun ‘anil-‘ālamīn(a).
Kune zviratidzo zvakajeka ipapo, (pakati pavo) chiteshi chaIbrahim. Ani nani anopinda mairi (Baitullah) achachengeteka. Uye (pakati) zvisungo zvevanhu kuna Allah ndezvekuita rwendo rwekuenda kuBaitullah, kureva kune avo vanokwanisa kuhambapo. Ani nani unoramba (chisungo che) Hajj, zvino zivai kuti Allah ndiye Mupfumi (aasi kuda chiro) kubva kunyika dzeshe.