قَدْ سَمِعَ اللّٰهُ قَوْلَ الَّتِيْ تُجَادِلُكَ فِيْ زَوْجِهَا وَتَشْتَكِيْٓ اِلَى اللّٰهِ ۖوَاللّٰهُ يَسْمَعُ تَحَاوُرَكُمَاۗ اِنَّ اللّٰهَ سَمِيْعٌۢ بَصِيْرٌ
qad sami‘allāhu qaulal-latī tujādiluka fī zaujihā wa tasytakī ilallāh(i), wallāhu yasma‘u taḥāwurakumā, innallāha samī‘um baṣīr(un).
Igwinyiso, takatuma nhumwa dzedu dzine zvikhombiso zvakajeka uye takadzasa navo bhuku nezviyero (zvekururamisira) kuti vantu vaite zvakarurama. Uye takasika simbi ine simba, ukuru nezvikomborero zvakawanda kune vanhu, uye kuti Allah aziye kuti ndiyani unodetsera (chitendero) chake ne nhumwa dzake kunyazi (Allah) asikaoni. Igwinyiso, Allah ndiye Wamasimbaose, Wamasimbaose.
اَلَّذِيْنَ يُظٰهِرُوْنَ مِنْكُمْ مِّنْ نِّسَاۤىِٕهِمْ مَّا هُنَّ اُمَّهٰتِهِمْۗ اِنْ اُمَّهٰتُهُمْ اِلَّا الّٰۤـِٔيْ وَلَدْنَهُمْۗ وَاِنَّهُمْ لَيَقُوْلُوْنَ مُنْكَرًا مِّنَ الْقَوْلِ وَزُوْرًاۗ وَاِنَّ اللّٰهَ لَعَفُوٌّ غَفُوْرٌ
allażīna yuẓāhirūna minkum min nisā'ihim mā hunna ummahātihim, in ummahātuhum illal-lā'ī waladnahum, wa innahum layaqūlūna munkaram minal-qauli wa zūrā(n), wa innallāha la‘afuwwun gafūr(un).
Uye zvemene, takatuma Nowa na Abhurahama uye takapa huporofita ne bhuku (zvakazarurwa) kuvana vavo veshe, pakati pavo pakanga pane vakaashira kutungamirirwa uye vazhinji vavo vakaipa.
وَالَّذِيْنَ يُظٰهِرُوْنَ مِنْ نِّسَاۤىِٕهِمْ ثُمَّ يَعُوْدُوْنَ لِمَا قَالُوْا فَتَحْرِيْرُ رَقَبَةٍ مِّنْ قَبْلِ اَنْ يَّتَمَاۤسَّاۗ ذٰلِكُمْ تُوْعَظُوْنَ بِهٖۗ وَاللّٰهُ بِمَا تَعْمَلُوْنَ خَبِيْرٌ
wal-lażīna yuẓāhirūna min nisā'ihim ṡumma ya‘ūdūna limā qālū fa taḥrīru raqabatim min qabli ay yatamāssā, żālikum tū‘aẓūna bih(ī), wallāhu bimā ta‘malūna khabīr(un).
Pasurepo takatuma nhumwa dzedu kuti dzitevere tsoka dzavo uye takateera (wo) Jesu, mwanakomana waMaria; Uye takamupa Vhangeri uye takasika kuremekedza netsitsi mumwoyo yeavo vaimutevera. Vakabata rahbaniyyah, kunyazi isu hatizi kuvamanikidza (zveshe zvataida zvaiva) kutsvaka kudakadzwa kwa Allah, asi avazi kuzvichengeta zvakanaka. Saka kune avo vakatenda pakati pavo takapa mubairo wavo, uye vazhinji vavo vakaipa.
فَمَنْ لَّمْ يَجِدْ فَصِيَامُ شَهْرَيْنِ مُتَتَابِعَيْنِ مِنْ قَبْلِ اَنْ يَّتَمَاۤسَّاۗ فَمَنْ لَّمْ يَسْتَطِعْ فَاِطْعَامُ سِتِّيْنَ مِسْكِيْنًاۗ ذٰلِكَ لِتُؤْمِنُوْا بِاللّٰهِ وَرَسُوْلِهٖۗ وَتِلْكَ حُدُوْدُ اللّٰهِ ۗوَلِلْكٰفِرِيْنَ عَذَابٌ اَلِيْمٌ
famal lam yajid faṣiyāmu syahraini mutatābi‘aini min qabli ay yatamāssā, famal lam yastaṭi‘ fa iṭ‘āmu sittīna miskīnā(n), żālika litu'minū billāhi wa rasūlih(ī), wa tilka ḥudūdullāh(i), wa lil-kāfirīna ‘ażābun alīm(un).
O imwimwi munotenda! Itya Allah uye utende Mutumwa wake (Muhammad), Allah vanozokupa tsitsi dzavo muzvikamu zviiri, uye vanozokuitira chiedza cheungafamba ndicho uye vanozokurekerera. Uye Allah ndiye Muregereri, ane tsitsi dzakawanda, .