۞ وَاِذْ قَالَ اِبْرٰهِيْمُ لِاَبِيْهِ اٰزَرَ اَتَتَّخِذُ اَصْنَامًا اٰلِهَةً ۚاِنِّيْٓ اَرٰىكَ وَقَوْمَكَ فِيْ ضَلٰلٍ مُّبِيْنٍ
wa iż qāla ibrāhīmu li'abīhi āzara atattakhiżu aṣnāman ālihah(tan), innī arāka wa qaumaka fī ḍalālim mubīn(in).
Uye (karakadza) apo Ibrahim akati kuna baba vake Azar, "Zvakafanira ere kuti iwewe uite zvifananidzo izvi zvimwari? Ngegwinyiso, ndinokuona iwewe nevanhu vako mukukanganisa kwakajeka."
قَالَ اَرَاغِبٌ اَنْتَ عَنْ اٰلِهَتِيْ يٰٓاِبْرٰهِيْمُ ۚ لَىِٕنْ لَّمْ تَنْتَهِ لَاَرْجُمَنَّكَ وَاهْجُرْنِيْ مَلِيًّا
qāla arāgibun anta ‘an ālihatī yā ibrāhīm(u), la'illam tantahi la'arjumannaka wahjurnī maliyyā(n).
Iye (baba vake) vakati, "Unovenga vamwari vangu ere, haiwa Ibrahim? Ukasamira, ndichakuponda ngemabwe zvemene, saka ndisiya kwenguva yakareba."
قَالُوْا نَعْبُدُ اَصْنَامًا فَنَظَلُّ لَهَا عٰكِفِيْنَ
qālū na‘budu aṣnāman fa naẓallu lahā ‘ākifīn(a).
Vakapingura veiti, "Tinonamata zvifananidzo uye tinogara teizvinamata ngekushingaira."