19
Q.S Josefa . (12:19)
وَجَاۤءَتْ سَيَّارَةٌ فَاَرْسَلُوْا وَارِدَهُمْ فَاَدْلٰى دَلْوَهٗ ۗقَالَ يٰبُشْرٰى هٰذَا غُلٰمٌ ۗوَاَسَرُّوْهُ بِضَاعَةً ۗوَاللّٰهُ عَلِيْمٌ ۢبِمَا يَعْمَلُوْنَ
wa jā'at sayyāratun fa arsalū wāridahum fa adlā dalwah(ū), qāla yā busyrā hāżā gulām(un), wa asarrūhu biḍā‘ah(tan), wallāhu ‘alīmum bimā ya‘malūn(a).
Uye boka ravafambi rakauya vakatuma munhu anotora mvura. Akabva adzikisa bhaketi. Akati, “O, mufaro wakadini, heuno mujaya!” Pasurepo vanozvifisha inga zviro zvinotengeswa. Uye Allah ndiye unoziya zveshe zvavanoita.