125
Q.S An-Nisa (4:125)
وَمَنْ اَحْسَنُ دِيْنًا مِّمَّنْ اَسْلَمَ وَجْهَهٗ لِلّٰهِ وَهُوَ مُحْسِنٌ وَّاتَّبَعَ مِلَّةَ اِبْرٰهِيْمَ حَنِيْفًا ۗوَاتَّخَذَ اللّٰهُ اِبْرٰهِيْمَ خَلِيْلًا
wa man aḥsanu dīnam mimman aslama wajhahū lillāhi wa huwa muḥsinuw wattaba‘a millata ibrāhīma ḥanīfā(n), wattakhażallāhu ibrāhīma khalīlā(n).
Uye ndiani une chitendero chiri nani kupfuura munhu unozviisa pasi pemwoyo wese kuna Allah, eiita zviro zvakanaka, uye eiteera chitendero chakarurama chaAbrahama? Uye Allah akasarudza Abhurahama kuti ave (Wake) mudiwa.