15
Q.S Al-Mu'minun (23:15)
ثُمَّ اِنَّكُمْ بَعْدَ ذٰلِكَ لَمَيِّتُوْنَ ۗ
Ṡumma innakum ba‘da żālika lamayyitūn(a).
Pasurepo pasure po izvi, munozofa kamare.
30
Q.S Az-Zumari (39:30)
اِنَّكَ مَيِّتٌ وَّاِنَّهُمْ مَّيِّتُوْنَ ۖ
innaka mayyituw wa innahum mayyitūn(a).
Vaya vainge pamberi pavo vakaramba (vatumwa), ipapo chirango chakauya kwavari kubva kundau yavasingatarisiri.
31
Q.S Az-Zumari (39:31)
ثُمَّ اِنَّكُمْ يَوْمَ الْقِيٰمَةِ عِنْدَ رَبِّكُمْ تَخْتَصِمُوْنَ ࣖ ۔
Ṡumma innakum yaumal-qiyāmati ‘inda rabbikum takhtaṣimūn(a).
Saka Allah akavapa kunyadziswa kwehupenyu hwenyika. Uye zvemene, chirango muhupenyu hwesure chikuru, kana (chete) vaiziya.