وَذَرِ الَّذِيْنَ اتَّخَذُوْا دِيْنَهُمْ لَعِبًا وَّلَهْوًا وَّغَرَّتْهُمُ الْحَيٰوةُ الدُّنْيَا وَذَكِّرْ بِهٖٓ اَنْ تُبْسَلَ نَفْسٌۢ بِمَا كَسَبَتْۖ لَيْسَ لَهَا مِنْ دُوْنِ اللّٰهِ وَلِيٌّ وَّلَا شَفِيْعٌ ۚوَاِنْ تَعْدِلْ كُلَّ عَدْلٍ لَّا يُؤْخَذْ مِنْهَاۗ اُولٰۤىِٕكَ الَّذِيْنَ اُبْسِلُوْا بِمَا كَسَبُوْا لَهُمْ شَرَابٌ مِّنْ حَمِيْمٍ وَّعَذَابٌ اَلِيْمٌ ۢبِمَا كَانُوْا يَكْفُرُوْنَ ࣖ
wa żaril-lażīnattakhażū dīnahum la‘ibaw wa lahwaw wa garrathumul-ḥayātud-dun-yā wa żakkir bihī an tubsala nafsum bimā kasabat, laisa lahā min dūnillāhi waliyyuw wa lā syafī‘(un), wa in ta‘dil kulla ‘adlil lā yu'khaż minhā, ulā'ikal-lażīna ubsilū bimā kasabū lahum syarābum min ḥamīmiw wa ‘ażābun alīmum bimā kānū yakfurūn(a).
Siyai vaya vanoita chitendero chavo mutambo nekutamba, vakanyengerwa ngeupenyu hwenyika. Yambirwa (avo) nge Qur'an kuti munhu weshe asawira (mugehena), nge ndaa ye zviito zvavo. Akuna mudziviriri kana murevereri (rubatsiro) kwaari kunze kwaAllah. Uye kana achida kuita muripo uri wese, zvechokwadi hauzogamuchirwi. Ava ndivo vanhu vakadzingwa (mugehena), nge ndaa ye zviito zvavo. Vakaashira kumwa kubva mumvura inobika uye chirango chinorwadza nekuda kwekusatenda kwavo kwekutanga.
وَقَالَ الرَّسُوْلُ يٰرَبِّ اِنَّ قَوْمِى اتَّخَذُوْا هٰذَا الْقُرْاٰنَ مَهْجُوْرًا
wa qālar-rasūlu yā rabbi inna qaumittakhażū hāżal-qur'āna mahjūrā(n).
Uye Mutumwa (Muhammad) wakati, "O Mambo wangu, zvemene vandhu vangu vakaita kuti Koran iyi irekereke."
وَمَنْ يَّعْشُ عَنْ ذِكْرِ الرَّحْمٰنِ نُقَيِّضْ لَهٗ شَيْطٰنًا فَهُوَ لَهٗ قَرِيْنٌ
wa may ya‘syu ‘an żikrir-raḥmāni nuqayyiḍ lahū syaiṭānan fahuwa lahū qarīn(un).
Uye ivo (navo) vakati, "Ngei Qur'an iyi isizi kutumwa kudzaka kumuisa mukuru (mupfumi uye une simba) kubva kune rimweni remaguta aya maviri (Mecca ne Taif)?"
وَاِنَّهُمْ لَيَصُدُّوْنَهُمْ عَنِ السَّبِيْلِ وَيَحْسَبُوْنَ اَنَّهُمْ مُّهْتَدُوْنَ
wa innahum layaṣuddūnahum ‘anis-sabīli wa yaḥsabūna annahum muhtadūn(a).
Vanogovera tsitsi dzaIshe wako ere? Tinotema mararamiro avo muhupenyu hwenyika ino, uye Takasimudza vamweni vavo pamusoro pevamweni ngemadhigirii, kuti vamweni vavo vadetsere vamweni. Uye tsitsi dzaShe wako dzinopfuura zvavanounganidza.