۞ اَلَمْ تَرَ اِلَى الَّذِيْنَ نَافَقُوْا يَقُوْلُوْنَ لِاِخْوَانِهِمُ الَّذِيْنَ كَفَرُوْا مِنْ اَهْلِ الْكِتٰبِ لَىِٕنْ اُخْرِجْتُمْ لَنَخْرُجَنَّ مَعَكُمْ وَلَا نُطِيْعُ فِيْكُمْ اَحَدًا اَبَدًاۙ وَّاِنْ قُوْتِلْتُمْ لَنَنْصُرَنَّكُمْۗ وَاللّٰهُ يَشْهَدُ اِنَّهُمْ لَكٰذِبُوْنَ
alam tara ilal-lażīna nāfaqū yaqūlūna li'ikhwānihimul-lażīna kafarū min ahlil-kitābi la'in ukhrijtum lanakhrujanna ma‘akum wa lā nuṭī‘u fīkum aḥadan abadā(n), wa in qūtiltum lananṣurannakum, wallāhu yasyhadu innahum lakāżibūn(a).
Uye zvakapambwa zve fai' kubva kwavari izvo Allah vakapa Mutumwa wake, amudi mabhiza kana ngamera kuti muzviwane, asi Allah wakapa simba kune vatumwa vake pamusoro peavo vaaida. Uye Allah ndiye Wemasimbaose pamusoro pezvese.
لَىِٕنْ اُخْرِجُوْا لَا يَخْرُجُوْنَ مَعَهُمْۚ وَلَىِٕنْ قُوْتِلُوْا لَا يَنْصُرُوْنَهُمْۚ وَلَىِٕنْ نَّصَرُوْهُمْ لَيُوَلُّنَّ الْاَدْبَارَۙ ثُمَّ لَا يُنْصَرُوْنَ
la'in ukhrijū lā yakhrujūna ma‘ahum, wa la'in qūtilū lā yanṣurūnahum, wa la'in naṣarūhum layuwallunnal-adbār(a), ṡumma lā yunṣarūn(a).
Upfumi hwakapambwa (fai') hweavo vakapa Allah Mutumwa wake (wakabva) vagari venyika dzakawanda, hwaive hwa Allah, Mutumwa, hama (Rasul), nherera, varombo uye vevanhu vaive parwendo, kuti pfuma isazotenderera pakati pevapfumi pakati penyu chete. Zvese zvaunopiwa ngeMutumwa, zvigamuchire. Uye zvaanokurambidza, zvisiyane nazvo. Uye utyai Allah. Igwinyiso, Allah anonyanya kuranga.
لَاَنْتُمْ اَشَدُّ رَهْبَةً فِيْ صُدُوْرِهِمْ مِّنَ اللّٰهِ ۗذٰلِكَ بِاَنَّهُمْ قَوْمٌ لَّا يَفْقَهُوْنَ
la'antum asyaddu rahbatan fī ṣudūrihim minallāh(i), żālika bi'annahum qaumul lā yafqahūn(a).
(Zviro zvakapambwa ndizvowo) zvevanhu varombo vakatama vakadzingwa mumaguta avo vakasiya zviro zvavo kuti vatsvake nyasha kuna Allah ne (Kudakadzwa kwake) ne (nge ndaa ye) kudetsera (chitendero cha) Allah ne Mutumwa wake. Ndivo vandhu vegwinyiso.