وَمَا كَانَ جَوَابَ قَوْمِهٖٓ اِلَّآ اَنْ قَالُوْٓا اَخْرِجُوْهُمْ مِّنْ قَرْيَتِكُمْۚ اِنَّهُمْ اُنَاسٌ يَّتَطَهَّرُوْنَ
wa mā kāna jawāba qaumihī illā an qālū akhrijūhum min qaryatikum, innahum unāsuy yataṭahharūn(a).
Uye mhinduro yevanhu vake yainga isipi imweni asi yekuti, "Vadzinge (Rute nevateveri vake) munyika yenyu, vandhu vanodziona vakachena."
وَجَاۤءَهٗ قَوْمُهٗ يُهْرَعُوْنَ اِلَيْهِۗ وَمِنْ قَبْلُ كَانُوْا يَعْمَلُوْنَ السَّيِّاٰتِۗ قَالَ يٰقَوْمِ هٰٓؤُلَاۤءِ بَنَاتِيْ هُنَّ اَطْهَرُ لَكُمْ فَاتَّقُوا اللّٰهَ وَلَا تُخْزُوْنِ فِيْ ضَيْفِيْۗ اَلَيْسَ مِنْكُمْ رَجُلٌ رَّشِيْدٌ
wa jā'ahū qaumuhū yuhra‘ūna ilaih(i), wa min qablu kānū ya‘malūnas-sayyi'āt(i), qāla yā qaumi hā'ulā'i banātī hunna aṭharu lakum fattaqullāha wa lā tukhzūni fī ḍaifī, alaisa minkum rajulur rasyīd(un).
Uye vanhu vake vakauya kwaari pakarepo. Uye kubvira kare vakagara veita zviito zvinonyangadza. Lut wakati, "O vanhu vangu! Ava ndivo vanasikana vangu (nyika), vakacheneswa maningi kwamuri, hino ityai Allah musazvidza (zina) rangu kumuenzi wangu. Apana here pakati penyu wakangwara?"
كَذَّبَتْ قَوْمُ لُوْطِ ِۨالْمُرْسَلِيْنَ ۖ
każżabat qaumu lūṭinil-mursalīn(a).
Iye (Saleh) wakapingura, "Iyi ingamera yechikadzi, ine kodzero yekumwa, iwewo une kodzero yekumwa pazuwa rakasarudzwa."
قَالُوْا لَىِٕنْ لَّمْ تَنْتَهِ يٰلُوْطُ لَتَكُوْنَنَّ مِنَ الْمُخْرَجِيْنَ
qālū la'illam tantahi yā lūṭu latakūnanna minal-mukhrajīn(a).
Igwinyiso, ndiri mupostori wakagondwa (wakatumwa) kwamuri, .
رَبِّ نَجِّنِيْ وَاَهْلِيْ مِمَّا يَعْمَلُوْنَ
rabbi najjinī wa ahlī mimmā ya‘malūn(a).
Uye andina chiro chendikukumbira kuti ndikupetudze kukokwa ikoko; Mubairo wangu unongobva kunaShe wenyika dzese.
۞ فَمَا كَانَ جَوَابَ قَوْمِهٖٓ اِلَّآ اَنْ قَالُوْٓا اَخْرِجُوْٓا اٰلَ لُوْطٍ مِّنْ قَرْيَتِكُمْۙ اِنَّهُمْ اُنَاسٌ يَّتَطَهَّرُوْنَ
famā kāna jawāba qaumihī illā an qālū akhrijū āla lūṭim min qaryatikum, innahum unāsuy yataṭahharūn(a).
Hino wonai mugumisiro wekunyengera kwavo, kuti takavaparadza nevanhu vavo veshe.
قَالَ رَبِّ انْصُرْنِيْ عَلَى الْقَوْمِ الْمُفْسِدِيْنَ ࣖ
qāla rabbinṣurnī ‘alal-qaumil-mufsidīn(a).
Uye iye (Ibrahim) wakati, "Ngegwinyiso, zvifananidzo zvamunonamata kunze kwa Allah, ndezvekugadzira mazwiro e rudo pakati penyu muhupenyu hwepashi pano, zvino pazuwa rekumuka vamweni venyu vanozoramba nekutuka umwe neumwe; nekupetuka kwenyu kunozoita gehena, uye hapazovi nemudetseri."
وَثَمُوْدُ وَقَوْمُ لُوْطٍ وَّاَصْحٰبُ لْـَٔيْكَةِ ۗ اُولٰۤىِٕكَ الْاَحْزَابُ
wa ṡamūdu wa qaumu lūṭiw wa aṣḥābul-aikah(ti), ulā'ikal-aḥzāb(u).
nei Qur'an yakazarurwa kwaari pakati pedu?” Zvemene, vanopokana nge Qur’an Yangu, asi avazi kuzwa (Yangu) chirango.
وَعَادٌ وَّفِرْعَوْنُ وَاِخْوَانُ لُوْطٍۙ
wa ‘āduw wa fir‘aunu wa ikhwānu lūṭ(in).
kuti ive chidzidzo uye nyevero kune muranda wega wega anodzoka (anozviisa pasi kuna Allah).
كَذَّبَتْ قَوْمُ لُوْطٍ ۢبِالنُّذُرِ
każżabat qaumu lūṭim bin-nużur(i).
Uye uvabhuire kuti mvura yakaparadzaniswa pakati pavo (nengamera yechikadzi); munhu wese ane kodzero yekuva nemukana wekunwa.
وَلَقَدْ رَاوَدُوْهُ عَنْ ضَيْفِهٖ فَطَمَسْنَآ اَعْيُنَهُمْ فَذُوْقُوْا عَذَابِيْ وَنُذُرِ
wa laqad rāwadūhu ‘an ḍaifihī fa ṭamasnā a‘yunahum fa żūqū ‘ażābī wa nużur(i).
Uye zvemene, Takaita kuti Qur’an ive nyore kungwarira, hino pane munhu unoda kungwarira ere?
ضَرَبَ اللّٰهُ مَثَلًا لِّلَّذِيْنَ كَفَرُوا امْرَاَتَ نُوْحٍ وَّامْرَاَتَ لُوْطٍۗ كَانَتَا تَحْتَ عَبْدَيْنِ مِنْ عِبَادِنَا صَالِحَيْنِ فَخَانَتٰهُمَا فَلَمْ يُغْنِيَا عَنْهُمَا مِنَ اللّٰهِ شَيْـًٔا وَّقِيْلَ ادْخُلَا النَّارَ مَعَ الدّٰخِلِيْنَ
Ḍaraballāhu maṡalal lil-lażīna kafarumra'ata nūḥiw wamra'ata lūṭ(in), kānatā taḥta ‘abdaini min ‘ibādinā ṣāliḥaini fa khānatāhumā falam yugniyā ‘anhumā minallāhi syai'aw wa qīladkhulan-nāra ma‘ad-dākhilīn(a).
Kana iye (Muporofita) akakuramba, pamwe Mwari vachamutsiva ngevakadzi vanopfuura iwe, vakadzi vanoteerera, vanotenda, vanoteerera, vanotendeuka, vanonamata, vanotsanya, vari shirikadzi uye vari mhandara.