64
Q.S Zvinosuruvarisa (38:64)
اِنَّ ذٰلِكَ لَحَقٌّ تَخَاصُمُ اَهْلِ النَّارِ ࣖ
inna żālika laḥaqqun takhāṣumu ahlin-nār(i).
(Zvakabhuyiwa kwavari), "Iri iboka guru (revateveri venyu) vari kuuya pamwepo nemwi (kugehena)." Akuna kugamuchirwa kwavari ngekuti zvemene vanozoenda kugehena (vakadaro vatungamiri vavo).