Islam Al-Haq: Qur'an na Hadith
(Islam rechokwadi)



29

Q.S Zvinosuruvarisa (38:29)

كِتٰبٌ اَنْزَلْنٰهُ اِلَيْكَ مُبٰرَكٌ لِّيَدَّبَّرُوْٓا اٰيٰتِهٖ وَلِيَتَذَكَّرَ اُولُوا الْاَلْبَابِ

kitābun anzalnāhu ilaika mubārakul liyaddabbarū āyātihī wa liyatażakkara ulul-albāb(i).

Iye (Dawud) wakati, "Ngegwinyiso, wakakuitira zvakashata ngekukumbira kuti mbudzi yako (iwedzerwe) kune yake. Ngegwinyiso, vazhinji vevanhu vanobatana vanoita zvakashata kune vamweni, kunze kweavo vanotenda nekuita zviro zvakanaka; uye vashomani vega ndivo vanoita kudaro." Dawudi wakafungira kuti Tiri kumuedza; Saka akakumbira kuregererwa kuna Mambo wake akabva adonha akatendeuka.