51
Q.S Saba (34:51)
وَلَوْ تَرٰىٓ اِذْ فَزِعُوْا فَلَا فَوْتَ وَاُخِذُوْا مِنْ مَّكَانٍ قَرِيْبٍۙ
wa lau tarā iż fazi‘ū falā fauta wa ukhiżū mim makānin qarīb(in).
Iti, "Ndinoda kukungwarira chiro chimwe chete, kureva kuti unotarisana na Allah (ngegwinyiso) vari vaviri kana vakaparadzana, hino kuti unofunga (pamusoro pe Muhammad). Shamwari yako haizi kupenga kunyazwi chidoko. Haasi chiro asi kukungwarira usati (watarisana) ne chirango chakaoma."