48
Q.S Saba (34:48)
قُلْ اِنَّ رَبِّيْ يَقْذِفُ بِالْحَقِّۚ عَلَّامُ الْغُيُوْبِ
qul inna rabbī yaqżifu bil-ḥaqq(i), ‘allāmul-guyūb(i).
Uye ndima dzedu dzakajeka padzakaerengwa kwavari, vakati, "Munthu uyu haadi chiro chimweni asi kukudzivirira kune zvainamata madzitateguru ako," vakati, "Izvi (Qur'an) azvizi chiro asi nhema dzakagadzirwa." Uye vasingatendi vakati ngegwinyiso apo gwinyiso (Qur'an) rakauya kwavari, "Izvi azvizi chiro asi mashiripiti akajeka."